Mweya Yepasi Pemvura 4: Unobva Waita Mari NeManjuzu

Mweya Yepasi Pemvura 4: Unobva Waita Mari NeManjuzu




Mweya yepasi pemvura yakawanda asi inozivikanwa nevanhu kunyanya injuzu. Njuzu dzinotsanangurwa sevasikana kana vakomana vakanaka chose, vatsvuku vanevhudzi refu uye kuzasi vari hove. Zviripachena kuti vasiri vomweya havangazvitambire izvozvo ask ndozvazviri. Dzimwe nguva haungazvibvume kuti zviriko zvisati zvakusvikira. Ndogara ndichiti, kana uchiramba kuti kune huroyi, wakatoroyiwa. Mazuva ano kuna vanamanjuzu, their greatest catche is that unobva waita mari and zvinhu zvako zvinofamba!


Mweya iyi inotsvaka vanhu vanezvipo zvavakapihwa naMwari zvikurusei zvekuporofita, kuva vanhu vanokurumbira, vane mari uye vanoda kushandiswa naMwari. Vanhu ava vanodikanwa nekuti vanobatsira kuvashandira kuti vanhu varasike. Hakuna chaipo chinobva kunasatan saka Satan anoda kushandisa zviri zvakapihwa vanhu naMwari izvozvo. Vanhu ivavo vanozokura vavekunzi vane mweya yenjuzu.

Mweya Yepasi Pemvura 4: Unobva Waita Mari NeManjuzu


Hausati wambosangana nevanhu vanokudaro?


Kazhinji vanhu ava vane mweya uyu vanotozokonzereswa nemweya uyu kuti:

-Vadiwe chaizvo zvepabonde kunyangwe vachinzi vakanaka kana vasina. nyangwe vachinzi nevanhu vakasara vanhu vanoshamisika kuti sei vachinzwa kuda kurara navo.

-vade kugara vakashambidzika achitaura chirungu.

-vave vanhu vanonzi vane shave remumvura rinopfumisa

-kuita hun'anga huri pachena

-kuita hun'anga hwekuhwanda nekereke

-kuita hufeve

-kunyanyisa kuda kana kutya mvura.


Zvimwe zvacho zvakawanda. Chenjerai vanoti: uneshave renjuzu saka kurikudiwa rice, doro, white plates, white cloths, white clothes and clothes for an occasion yavanoti Party YekuMvura. You are being initiated into the Marine world


My brethren, it is better to worship Jesus Christ than these fallen spirits. Receive Jesus today and be safe.


By Apostle Pride Sibiya


I pray God turns all the plans of your enemies into blessings in your life in JESUS' NAME.

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp