Mweya Yepasi Pemvura 3: Mai Mufundisi Vakazodzoka Zvinhu Zvatoitika!

Mweya Yepasi Pemvura 3: Mai Mufundisi Vakazodzoka Zvinhu Zvatoitika!




I know wambozvinzwa asi kumugumo wayo ndichakuudza zvimwezve zvaakaitaMusikana wekuda kubatsirwa neni ndega akazouya akatendeuka akandiudza izvi:


-Akanga atumwa nevepasi pemvura achinzi enda unodonhedza Sibiya.

-Akanga akabikwazve kun'anga kuti pese paanofamba varume vasagadzikane. Akati kana achifamba haacheuke asi pese paapfuura varume vanosara vasina kugadzikana.

-Akati akatanga kurara nekudonhedza Mfundisi ari form 2 paMission school paaidzidza. Airoteswa mafundisi onzi muendere.

Mweya Yepasi Pemvura 3: Mai Mufundisi Vakazodzoka Zvinhu Zvatoitika!


Hamungazvinzwisise ndikasakuudzai kuti akazosvika kwandiri sei. Musikana you akaudza shamwari yake yechikomana kuti aive nedambudziko repasi pemvura. Shamwari iya yakati inogona kumunamatira. Mukunamatira imomo akapedzisira arara naye. Ndopaakati rega nsikuendese kunaMfundisi ane mbiri nesimba. Vasvika kuya mufundisi akamunamatira ndobva varara vese. Ndopaakazounzwawo kwandiri.

As you heard, God preserved me. However, after she left our church amboti donhedzei vamwe varume, akaenda to another church. Musi waakasvika akabva anzi namfundisi sister, since you are new in Church huyai kumba titaure nemi naamai! She went. Vakagara muoffice mamufundisi naamai vachitaura. Mai mufundisi pavakakumbira kumbonobikira mueni vakazodzoka zvinhu zvatoitika. This I know becuase she came to confess to me and mama but she refused to say what led to them sleeping together. Akangoseka akati, ahhh baba vafundisi venyu ava!


Akange aine mweya yepasi pemvura yaida kudonhedza vafundisi nemachechi. Vafundisi ngavangwarire uye vaite basa nemadzimai avo nekuti Satan arikuvavhima. Varanda vaMwari chenjerai!Mabusiness people chenjerai! You are targets!


Vamwe vafundisi anenge vachida Mwari asi mukushaya uchenjeri vanodonhedzwa nekuda kwemweya iyoyo.


Mweya iyi inemukuru wayo anonzi Mambokadzi weMvura. Ndiye anotumira mweya kuti vanasikana nevanakomana vaite mabasa erima anoparadza basa raMwari neupenyu hwavanhu panyika.


Zvinombopindwa sei zvemweya iyi?


Do not miss part 4


By Apostle Pride Sibiya


I pray God turns all the plans of your enemies into blessings in your life in JESUS' NAME.

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp