Mweya Yepasi Pemvura 2: Apostle I Always Imagine Sleeping With You!

Mweya Yepasi Pemvura 2: Apostle I Always Imagine Sleeping With You!




Mumwewo musikana akauya kwandiri achiti anoda kubatsirwa. Takagara pasi naye namai naye. Akataura nyaya yake.


Mai Sibiya vakabuda kunotarira poto yavo. Iye akasara akanditarisa mumaziso ndokunditi, "Apostle ndingafare kana ndikabatsirwe nemi chete pasina amai." Ziso rake rakataura kudarika zvaakataura asi ndakaramba ndakashinga kuti, kwete inini ndinobatsira vanhu ndiine mudzimai wangu. Airamba achinditarisa zvandaisanzwisisa hangu. Takazopedza counselling musi uyu iye ndokubva ati avakuda kuuya kuchurch! Sezvamunoziva hapana munhu anorambidzwa kunamata! I was shocked to see some of the men vataivimba navo muchechi, vakatodonhawo ipapo.


Mweya Yepasi Pemvura 2: Apostle I Always Imagine Sleeping With You!


Akazotanga kundifonera ndookubuda pachena kuti aindida. Mberikwazvo akange ava kutaura zvekuda kurara neni... Straight like that, "Apostle, I have always imagined sleeping with you. If you can just do that I will know kuti my dream has come true and I will now stop sleeping with anyone committing my life fully to Jesus Christ!" Ndakashamisika kuti munhukadzi rudzii akashinga kuudza murume, uye munhu waMwari zvakadai. She was so young and I could not understand her boldness.


Mushure mekuramba zvakadai akazodzoka ooda kunyatsobatsirwa ndokuzonyatsotsanangura nyaya yake pachena. She started sleeping with pastors at an early age, ari form 2 at a mission school, pairara na Chaplain. as she continued akazotanga kurota akagadzwa pamberi penjuzu achinzi akadanirwa kuzodonhedzesa vafundisi through adultery. In this way, she would initiate them and they would use them as they had influence over people. If you love servants of God please send them this article and share it on social media. She slept with a lot of pastors and church leaders and wasted a lot of pastors' marriages. She would literally beg to sleep with me. I thank God who protected me. After this she then told me these things:

1. She was sent by Satan to sleep with me because I was causing havoc in their kingdom and therefore the fire had to be quenched. Guys be careful, keep what God has given you!

2. To come to me, she had been shown to me in a dream and was also told in subsequent dreams to never give up. Dreams are powerful.

3. She also had been to witch doctors who performed rituals on her.

4. She was bi-sexual and slept with women as well. Let us be very careful of some of these liberties we ask for.

5. She said, she felt that she had failed her mission on me because instead of sleeping with me she ended up confessing to me but told me that many more were coming to try me. Guys, be careful! Not all men and women out there are normal human beings, there is a powerful spirit world out there! Kumwe kuchiviwa hakusi kuti wakanaka kuti wakatakura chiri kudiwa!

Unfortunately, I couldn't keep helping her. She went on to sleep with more pastors. 

Mweya yemvura inokonzeresa vanhu kushinga pakurwa naMwari. Mweya yepasi pemvura inoda kudonhedza vanhu vaMwari. Zvinorwadza kuziva kuti vanhu vazhinji varikuramba Mwari nekuti meso avo akavharwa nemweya iyoyo!

Kana uri mazviri, hama yangu, huya kunaMwari!


By Apostle Pride Sibiya


Don't miss part 3.


I pray God turns all the plans of your enemies into blessings in your life in JESUS' NAME.

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp