Mweya Yepasi Pemvura 1: Akatakurwa NeChamupupuri

Mweya Yepasi Pemvura 1: Akatakurwa NeChamupupuri





Ndakazongoshevedzwa manheru zvichonzi pane munhu aripo palawn yedu.


Ndakabuda ndikawona musikana wandaiziva achigara kuHarare akamona makumbo akarara muuswa achitaura chirungu. Ndakabva ndaziva kuti basa rangu ratanga asi handina kuzoziva kuti ndichashamiswa kudarika apa. I knew the lady as a sister to one of our members.


 Mweya Yepasi Pemvura 1: Akatakurwa NeChamupupuri


Takapinda mumba ndikatanga kutaura nemweya yaive pamusikana. Yakandiudza kuti ivo ndivo varidzi vake uye vaisada kumusiya. Pandakabvunza kuti auya sei zvikanzi, "tanga tatumira chamupupuri chedu kuti chimutore chiende naye mugungwa munova nsomatinogara. Tamutakura kubva muHarare ndobva taenda naye asi tazoona ngirozi yati rwendo rwenyu rwaakuperera kumba kwaSibiya. Kwabva kwauya chamupupuri chinodarika chedu ndokuzongoona tava muuhuswa pamba penyu." What had happened according to her, was, she was frying fish at that particular time. All of a sudden she started seeing the fish turn into a mermaid. I guess she was not supposed to be eating fish semuko. So the water forces wanted to take her to the nearest water ocean. Akashaikwa kuGlen-View 3 tikafonerwa and prayed and in about 15 minutes she had landed in Zengeza...how, nechamupupuri!


For those who think this is a graphic story, it is not. I have been in the ministry for 27 years, 2022 uno, and seeing such with my own eyes. Mweya yepasi pemvura iriko uye inesimba guru pavanhu vasiri munaJesu Kristu. I then lived with the lady for months at home doing deliverance naye.


Mwana uyu akangorota aendeswa kumvura achiri mudiki after arohwa nemubereki ndobva atiza mumba. Akanzwa izwi raimuudza kuti akavengwa nevabereki asi ivo vanomuda. Akarota achienda pasi pemvura, imomo ndookunopihwa ring yaakanzi achazoishandisa. Paakazomuka akanga ari kumba akawana ring iya yaakarota iri mumba mavo paaigadzikira nhumbidzake. She wore it and used it exactly as she was told. Airova fight zvisingaite, aidanana nevarume chero waangoda kuappear and disappear at times. She does not have a passport but she crosses borders zvekudisappear achizo appear.

Nyaya idzi hadzisi dzekukutyisa or venerate the power of Satan, rather, its to show you the truth behind powerful forces out there and that though they are, God is in control of everything and rules over all! soon and through you receiving Jesus, God will humble those water spirits:

"In that day, the LORD will punish with his sword— his fierce, great and powerful sword— Leviathan the gliding serpent, Leviathan the coiling serpent; he will slay the monster of the sea" (Isaiah 27:1).



Wait for part 2


Apostle Pride Sibiya 


I pray God turns all the plans of your enemies into blessings in your life in JESUS' NAME.

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp