MUST READ: Manjuzu Lady Exposes Dark Creepy Satanic Cult, Bishop Sibiya Responds

Munhu waMwari makadii, Apostle Sibiya. I would like to be kept anonymous. Ini ndiri musikana ane 21 years. Ndakasiya chikoro panzira nekuda kwemanjuzu. Let me explain but pliz musabuditsa zita rangu coz info yemanjuzu haibvumidzwe kubuditsa ndingapondwa. Manjuzu has taken over Zimbabwe and kune ve fake nevechokwadi. Ini I was at boarding school and had a friend aichena zvisingaite nekudya mari yakawanda asingaite zvebudget and aiitirwa ma visits kana twice a month so ndakamubvunza kuti asi kumba kwenyu muri rich akati no. It took time before she told me kuti anoita zvemanjuzu. So I got interested. Pa holiday takaenda ku ceremony yemanjuzu iyoyo kwaiuya queen mother. I had no white clothes so this friend of mine akandipa zvekupfeka. Takarova white from top to bottom even mabrugwa edu aive all white. Nothing black clothes or shoes or a watch was needed. Zvese zvaive white. Tasvika ku party iyoyo taive takawanda zvekusvika kuma 25 or more I think. Nothing suspicious happened. Queen mother vaitoparidza kuti njuzu dzakasikwa naMwari.  I now know kuti vainyepa. Mweya wenjuzu are just spirits of devils transforming themselves into beautiful images of women to deceive. Kudhara ndaisazviziva until now but handisi kugona kubuda mazviri. 


Back to my story. That day tiri about 25 girls and takapfeka all white takaita pungwe all-night tichidya both cooked and uncooked rice , fish  and some other sea foods I didn't understand. Zvimwe zvainaka zvimwe zvaishata but I had to eat. I didn't know kuti kudya ikoko yaitova initiation ceremony yedu tese. About 15 taive vanyowani ipapo taunzwa nevagara varimo. Takatamba radio imi tichidya kusvika tagutisa. The night haina kumboita hombe. Very early morning queen mother vakati tema nyora pama private parts so that watarara naye becomes our slave, nyora paseri pemaoko apa so that watapuruzira, kumhoresa tichikwenya anodyira totodanana naye and also nyora pamatama for identification etc. Zvimwe ndichakuudzai hangu ndakafarisa. 


Now after initiation iyoyo takaenda kumba the funny part of it my mother thought taenda ku all night yekuchechi coz ndakatotakura bible. my dad is late. So vabereki ngwarirai machechi amunoendesa vana venyu, know the pastor and the location of the church before mamutendera kuenda. MuHarare manjuzu azara and we do ma all night atleast once a month. Wine tainwa but ini handina kunwa yakawanda coz I didn't want kuzodhakwa kumba ndaizobatwa. Queen mother laid hands on us and vakati blesser. Ini ndakapihwa a very fancy ring  and necklace yandisingafanirwe kubisa. I can remove ring kana ndichida but not necklace. I will tell u about that umwe musi in detail but briefly ring ndeye prosperity. Manjuzu edu are associated nemari prosperity chaiyo that's why true ana manjuzu are not poor. Vana manjuzu vasina mari vaya vakawanda ndeve fake or vakanyeperwa coz vamwe vakuzviita kuvhara vanhu votorera vasikana mari dzezvipo dziya nema rice ma 5kg nehove dzatinonzi tengai. 

MUST READ: Manjuzu Lady Exposes Dark Creepy Satanic Cult, Bishop Sibiya Responds


Also vanhu vanofunga kuti anamanjuzu tinoba mari. No hatibe mari but varume vanotipa vega. Ndiro basa re ring, nyora ne necklace to attract varume vane mari. For example, ndikada say US$10,000 ndotora bute ndokweva nemhino ndakapfugama pajira rewhite ndotaura mashoko ekuti njuzu indisanganise nedhara rine mari that day rimwe bute ndokanda pasi ndoenda kana pa Sam Le** Village apo ndogara hangu ndichinwa drink. Hapapere kana hour pasina dhara randichonya and ndonyepera kusada till ndaripa number or toenda tese out pandinodzoka late or so ndenge ndatopihwa mari iyoyo yandiri kuda. So that's why ndakasiya chikoro handina kuenda mberi mberi nach even ndaigona hangu, ndakaramba ndichiti ndoda kuita ma course. Now ndiri kuita mari and my mother can't control me, Queen mother vakavasota kudhara. Chandataura ndicho chavanoita mai vangu. 


Kumanjuzu hakuitwe ma blood sacrifices etc but unopa soul yako kunjuzu yacho, isu yedu inonzi Kaia and inowanzo appear neimwe inonzi Adella. You may ask kuti todziona sei njuzu dzacho. Since initiation ceremony ndinorota njuzu idzodzo. Ndongodziona kuhope dzichindiudza zvadzinoda instructions etc. The problem manje hadzidi kuti tiroorwe the rest of our lives but tobvumirwa kuita vana but queen vakati ukaita vana dzinogona kuvadya futi so ndotya kuita mwana nanhasi. Ukaroorwa haugare nekurume for more than 7 or 10 years asina kufa or kurambana zvisina reason isina musoro.


Let me cut this story short ndichiti munhuwese watinorara naye anobva atova wedu spiritually. Tinomudya mari kusvika abroker tomusiya. Right now ndinodanana nemadhara anosvika kuma 28 ikoko and I can manage them vese zvisina problem. Vamwe ma great musicians varimuno tinotorara navo after ma shows muma hotel and they give us mari yamunenge mabisa muma shows iya. Pa 28 boyfriends dzangu 13 mapastors coz most pastors vane mari plus havana rough sezvidhakwa, I mean ma pastor haaite ma drama even ukanetsana naye u just give him sex oto cooler down hasha dzotopera. 


Queen mother vedu is not married but she is very rich. Pa Facebook havapo kana pa social media ipi zvavo IG, Twitter etc havapo. But tine Whatsapp group redu navo. Tinotoendesa mari kuna queen mother every time yatinobata mari. For example ndikabata $5000 ndoendesa $1000 kuna queen mother etc every week. Ma bond hatimade so we don't deal nema bond. Zvakawanda ndichazokuudzai hangu but ini pachokwadi handichada zvemanjuzu. I feel kuti ndikafa mweya wangu hauende kuna Mwari. Ndaka kurira mu pentecostal church so ndine ruzivo neshoko raMwari a bit and I feel now ndakarasika. I want to come back but ndinotya kubroker or kufa. Daily ndinorota ndiri mumvura swimming or ndiri pasi pemvura having ma meetings nenjuzu. Kakawanda tichienda kuMazowe dam na queen kunogezwa mumvura and to renew and connect our souls to Kaia and zvakundibhowa handichada.


Vanhu vanofunga kuti njuzu haina makumbo. Njuzu dzine makumbo, zviya zvekuona dzine besu rehove mamwewo ma manifestations enjuzu. There are about 12 different types of mermaids and dzese dzakatosiyana maitiro adzo nezvadzinoda. Dzimwe ndidzo dzinotora munhu odzoka ava n'anga. Dzakasiyana nedzedu idzi dzemari or wealth. But ini ndoona kuti ingori mweya yetsvina ino disguiser as beautiful women chete. Njuzu dzechirume dziriko but ini handisati ndakambodziona. So I was saying ndinoda kusiya asi ndiri kutya. Imagine ndozongomuka ndisisina zimota rangu or imba. At 21 now ndine mota inotyisa baba and ndogara kwakanaka. I won't tell u hangu kwandinogara but ndinogara muzimba zihombe na mai vangu. Hatiite kana any sacrifice, Sunday totoenda kuchrch dziya dzisiri dzemweya. Tofarira church dziya hombe dzisingaitwe zve deliverance coz njuzu hayidzide. Queen mother vanototi musaenda kuma church madiki amunochimbidza kuonekwa or kunamatirwa nekuti zvinosvibisa njuzu or kuibhowa. So tinopinda hedu church hombe tinogara kumashure tobuda after two hour service toenda kumba. But baba ndakunzwa kuti handichada. Moyo wangu waneta plus ndaneta nekungorara nevanhu vakawanda wanda. Sex yacho haichandinakidza. I feel like am a slave and I can't do what I like anymore. I opened ma businesses akawanda mu town umu but I know ndikasiya zvemanjuzu ma business ese anoparara. I am just confused. 


Sometimes kana njuzu ichida kutaura neni ndinonzwa hope so ndotopinda mu room or mumota ndorara then njuzu yototanga kutaura neni kuhope ndomuka ndotoita zvayataura. Ikatoti enda kuBulawayo na 12 midnight ndotoenda handigone kuramba so ndoto driver husiku hwese kuenda kuBulawayo kwacho. Chimwe chiri kuita kuti ndisasade zvemanjuzu izvi is that ndine ma little sisters angu apa queen vakuvada kuti vauyewo kana vapedza ma O" level. Ini handisikuda kuti vaite izvozvo but ndinoramba sei. Zvakandiomera. I will tell you kana ndakuda help but for now let me think kuti ndoita sei and dai Mwari vandiponesa asi pfuma yangu isaparare. I cant imagine kunogara ku Dzivarasekwa futi. Never handidi kuvemurombo ini. So ndoitaseiko ?????



Bishop's Response: The njuzu cult is a very dangerous cult of water spirits led by a grande spirit called Leviathan (Psalm 74:14, Job 41:1, Psalm 104:26). The specific njuzu cult is led by Queens of the Coast that oversee many mermaids and mermen specifically tasked to interfere in the affairs of people on the earth. This is not godly but a satanic cult. Like what you said, you have to sell your spirit to the devil! And that is more costly that all the money and gifts they shower you with. It is only the blessing of the Lord that can make you rich and also ADD NO SORROW WITH IT. I encourage you to make a decision to follow Christ and leave that cult because in the end, the devil has no free gift. let me close by saying: "For what shall it profit a man, if he shall gain the whole world, and lose his own soul?" (Mark 8:36).



I pray God turns all the plans of your enemies into blessings in your life in JESUS' NAME.

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp