Kutsungirira Mumarriage

Kutsungirira Mumarriage.




Marriage inonaka asi ukatadza kuziva mabasa ayo inokuvava sezvisasa zvemusoro

Munhu wese ari mumarriage ane nhamo yako kungoti dzenyu vamwe dzozikanwa nevanhu vese cz hamuna hana. Even ukaona vanhu vachiyemedzana muroad usati zvavooo ndava chakafukidza dzimba matenga gutsikana nemurume wako

Kutsungirira Mumarriage


Imi munoti vana Mai vedu pavaichemberera mumarriage vavasinganetswe here. Vamwe ndovanoda kurarama sema celebrity eUk aya kungonzi tsvaru watuta waenda kwenyu kuita mhanza yebag. Mhamha, baba garai pasi kana muchida perfect husband momuwana mafa maakudenga pano pasi dzikamai muchengetedze marriage yenyu

 

Hakuna marriage inonaka muzuvaese. And ukaona wapindamo hazvirevi kuti wapinda mu huchi nemukaka tine zvatinosangana nazvo asi tasangana nazvo tinokunda sei nhayi?

Chandakaona marriage haina mugoni zvayo.

Marriage iBook risingapere kunyorwa.

Kunoburwa zvitsva mazuvaose.


Hakuna munhu anoda kusiya imba asi zvinonetsa zvakawanda. Marriage inoda kutsungirira madzimai, varume.  Moziva paya paunosimuka uchiti ndasiya imba urikufadza Satan nevaya vakarwadziwa pawakaroorwa. 

Iwe zvibate mushe uratidze kuti urimo mumarriage wakauya zvachose.Varume/vakadzi vanobhoekana nemukadzi/murume anogara akatuta anofunga kuti hauna basa nemarriage yako 


Mama/baba musaite chiramwa marriage inonamatirwa. Chiramwa moisa paside



Kana warwadziwa chemera muprayer 

Marriage inoda gamba remukadzi/ murume rinoti zvikarwadza ropinda muprayer ropedzera nyaya dzaro imomo. Mweya Mutsvene ngaakusimbise murwendo rwe marriage yako. 


I pray God turns all the plans of your enemies into blessings in your life in JESUS' NAME.

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp