China Chemadzimai NaAunty Rhoda: ...Kwete Kungoswerera Whatsapp

China Chemadzimai NaAunty Rhoda: ...Kwete Kungoswerera Whatsapp





Chinonzi mudzimai akakwana munhu anotya Mari anogara achinamata anopa respect kumurume nekuremekedza hama nekugara zvakanaka nevamwe kwatogara uku munhu asina makuhwa munhu asingaswerere kufamba neraini kutsvaga nhau kudzidzisa vamwe zvakana zvinovaka zvisina kufurira mukati.

China Chemadzimai NaAunty Rhoda: ...Kwete Kungoswerera Whatsapp


Sekuona kwangu kwatiri isu madzimai hkuna basa rinonyadzisa ende hakuna basa rinonzi iri nderevarume. Chero uchitorigona chete ende richiita kuti mhuri idye handione pane chinonetsa ini Chero zvikatonzi kuZupco kukudiwa madriver uchigona usina basa enda ngatisagarirei maoko madzimai ende ngatisamirire kuti baba vanoita zvese yes hubby anoita asi iwe iva une pako paunoitawo panoti pako.


Pa Capital apo yekutanga business mari yese yaunayo iyoyo inokwana madzimai vese varimukuona vane mashops mabuildings zvikoro mabhazi havana kungotangira kuriko kwakabviwa kuriko kwavakatotangira vamwe vaitorima magarden chaiwo vachitengesa madomasi muriwo ukazenge wamusika magwana ikava shop ska ndikuti ne$ rako iroro madzimai hodha maputi pack riya uchitengesa ikati wandei wakuwedzera majiggies masweets zvkutoendeka ka profit kako uchiisa paside ukadawo kunwa coke wakutokwanisawo nekuti une zvako zvauri kuita hauchamirira iya yekupihwa mufunge kunze uku kune varume vanoshaina payday anogona kuisa $5 apa une vana 3 $5 iyoyo ndopane breakfast lunch supper zvese ipapo ukada ktaura unonzi iwe hauzive kurwadza kunoita kushanda ska ukawana ka bussines kako kaunoita pamba ipapo hazvikunetse ende mastress anoita mashoma vamwe vakadzi vanoti hubby haade ndishande asi bussines ita gara pagate pako ipapo uchitengesa uchatoona kuti uchakwanisawo kutenga mudziyo wako mumba wega nemari yako.


Pama projects apo Tanga kutamba maround nevamwe panokupa kamari kaye uchibvisa $ uchisa paside + yeku bussines wowedzera wotanga zvehuku dzako 25 uchiitira pamba ipapo uchaona kuti zvinhu zvichatanga kuendeka kana Rudo mumba rinowedzera baba vanoonawo kuti amai vane zvavari kuita. Taramba madzimai anoswerera Whatsapp kubva kuseni kusvika ridoke tsvagai kuita askana kana kutoitira vamwe duty uchitowana kamari kako kutsvaira kunonetsei kuseni koko 2 mins watopedza wane mari yako.


Ndoomasimukiro andakaita ini seluseka.


I pray God turns all the plans of your enemies into blessings in your life in JESUS' NAME.

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp