18+: Sekuru Mbambamba: Nhamo YaMai Jongwe, Kukwira Bhazi RekuChitungwiza Rinoperera PaFly -Over Everyday!

18+: Sekuru Mbambamba: Nhamo YaMai Jongwe, Kukwira Bhazi RekuChitungwiza Rinoperera PaFly -Over Everyday!





Iyi inyaya yakaoma kwazvo and most people prefer kuti better not discuss about it because inoputsa dzimba dzakawanda. But let me hasten to say dzakatoputsika kare dzimba dzacho idzo tingatya kupunza, nekuti ukaona mukadzi asiri kuguta bonde  mumba kureva kuti  hapana imba yacho.


Zinhu zvinosiririsa kwazvo kuti mukadzi anosvika pakuita marakadzi mumusoro, kusvika pakutonzi mbuya vaPaida asina kumbotunda pabonde, asi achikwirwa nearly every day, nekuzvariswa pamwe nemapatya nemapatya but she has not enjoyed kukwirwa not even a single day. Kutonzwa vamwe vakadzi vachitaura kuti ndakaitiswa multiple orgasim mai mwana…anotoshaya kuti chii chavarikutaura nezvacho.


Chaanoziva ndechekuti murume ndiye anotunda uye patundira murume ndopaperera mutambo even iye achine kumwe kunzwa kwaanenge achida kuitwa mumuviri make. Mwanasikana wemunhu anotandadza nenyota makumbo arimuchitubu chemvura. Saka pano tinoda kuchinja kumvura yepamara, pano tinoda kudzidzisana kuti mukadi anotundiswa sei, real orgasim, not faking inoitwa nevamwe vakarairwa havo to keep his confidence achimunyepera nekushandura maziso nekushandura maziso. Men have to own up and say their priority number one in their marriage is to satisfy their wife in bed then everything else follows.


Kugara achitoziva kuti haana zvachose kurinani pakugara achingoshungurudzwa achisiiwa nehavi yekuda kukwirwa iye murume achingoita kunge kajongwe. Kusagutsa mukadzi pabonde ndeimwe nzira yekushungurudza nayo mukadzi yakaipisisa nekuti kukwenywa achisiiwa nehavi zvinorwadza kudarika kuzadzwa zenya rembama. Ongororo yandakaita ndakaona kuti murume kana asingangoni kutundisa mukadzi wake anofeeler insecured zvekuti rushusho neruchengera ndopanenge paripamusha, saka nekudaro mukadzi haana zororo, oti kushungurudzwa pabonde oti kushungurudzwa pamararamiro nemunhu asingagoni kusvira futi, haa iri ndiro jere riya rinonzi nevamwe kuroorwa kwawakaita chawakagona hapana.


Zvisinei pano ndopachikoro chebonde, uye chandinoziva ndechekuti murume wese anokwanisa kugutsa mukadzi wake zvekuti even maboora ngoma akada kumuchonya anomuudza kuti ndakaroorwa ini pasina kufunga ruviri nekuti anenge achiguta. Kugutsa mukadzi hakuna basa nesize yeyokera yababa sezvinofungwa nevazhinji, but ndinoda kuti vaverengi vangu muzive kuti kukwira mukadzi its an art saka ukaziva kushandisa chombo yako mukadzi anogara akaguta. Dzimwe nguva zvinonetsa mukadzi kutsanagurira murume kuti  daddy murikurumidza kutunda  iye asati. Kukurumidza kutunda pamukadzi zuva nezuva chinhu chinoshungurudza munhu kusvika pakushaya chikonzero chakapira musvitsa.

18+: Sekuru Mbambamba: Nhamo YaMai Jongwe, Kukwira Bhazi RekuChitungwiza Rinoperera PaFly -Over Everyday!


Iyi ndiyo nyaya iripamusoro penyaya dzinofungisa mukadzi wemumba kumboda kuhura. Varume svinurai nokuti akahura, ukamubata, ukamuramba, wechipiri waucharoora achakuhurira futi nenyaya imwe cheteyo, wobva wapedza mari uchienda kun’anga dzinokuudza kuti une munyama unoda mari kubvisa, izvo bodo uri kungotadza kugutsa vakadzi.

Mumwe mukadzi anotanga achitaura kuti daddy makurumidza. Ozosvika pakuona kuti kutaura kwake hakuna zvakuri kushanda nokuti murume haasi kuterera obva angonyarara, murume uya asina nzeve ongoramba achidaro.


Zviri nani kumukadzi kusatomborara nemurume pane kuti uku zemo rakwira, gomba rakuita kuvhuta nekuda kushagadwa nayo, kwake kwaakuita yekuteya roga kuti murume achipinda, iye opinda obva angoti  koirei koirei obva ati apedza.  Mukadzi otosiiwa ati vavava pasisina chake. 


Vakadzi vakawanda ndomararamiro avari kuita mudzimba umu. Unotonzwa rume riya ranga richisiririka zemo 2 minutes ago rava kutoridza magwiriri kutaridza kuti haatombokendingi zvake. Mwana wevanhu anoverenga nhungo nembariro dzacho zvese nemmakavi asunga mbariro. Misodzi yati yangarara mumaziso uku zemo richimupfunhura too bad, apa murume atosvika Jerusarema nehope.


Vamwe ndopavanozozvibatsira nemaoko nokuti zemo risina kupedzwa rinoita nguva kubva roga, uye rinoshaisa hope, zvikazobatanidzirwa nengonono dzemurume ange achifanira kupedza zemo anombofunganya misodzi ichiteuka yoga zvayo neshungu, anozvibvunza kuti chandakanganisa chiiko apa. 


Omboda kuziva kuti pane musi waakambonyatsokwirwawo here akanzwa pane moyo, obva aushaya  Pfungwa dzake dzinotanga kusvika pakufungira murume zvakaipa, kuti haachandidi, ari kundishandisa, ari kuita utsinye, anenge arikuhura saka anouya apedzwa mondoyese ini ndini wemutuvi chii chii.


Iye murume wacho ipapo ava kutorota zvake uku mukadzi akangosvinura. Panozvibatsira mukadzi nechigunwe murume haatombonzwi kuti kurikuitikei nokuti iye aguta saka hope dzabata. Paanomuka anoda kutonzi Mhazi mamukasei? Aah come guys let's be serious nevakadzi ava.


Hezvinoi zvimwe zvingakubatsira kana uine dambudziko iri rekuti haukwanise  kunonokera kutunda. Pekutangira ndepekuti be open neumwe wako, garai pasi munyatsotaura nyaya iyi pasina kushandisa maemotions.


Iwe semurume  mangwanani egaega wana 5 to 10 minutes dzaunoita maexercisesnwochenjerera chimwe chikafu chaunodya chinopedza havi yebonde zvakare chichidzikisa metabolism mumuviri mako.


Punoita wete kunyanya mangwanani paya, ita uchiidamburira wosunga zvakasimba for five seconds or so, woregedz wosunga futi uchidaro kusvika wapedza kuweta. Ramba uchiita izvi nguva dzise paunoweta izvi zvinobatsira you phincita kuti ive strong.



Nzwisisa nyaya yefore play neromance. Mukadzi ukanyatsomubata zvakanaka unchinyatsonzwisisa nzvimbo dzinomutekenyedza anogona kutunda kana kaviri chaiko iwe usati wamuisa mboro. Wochizomurova mharadza musasa nayo uchinyatsomukwesha nekuzvambumbura gomba rawakabvisira rusambo hakozve.


Thanks


IF YOU AGREE SHARE NOW!!!


Have a wonderful and blessed day. Amen.


Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.


Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp