18+: Dare ReVarume NaSekuru Mba: Kusvitsa Mudzimai Kuna Fourth...NekuKariba!
Ku***nda kwemukadzi panguva yebonde kubuditsa kwaanoita hukadzi hwake mushure mekunge tsinga dzemukati menhengo yake dzasvika pakutadza kucontainer pressure inounzwa nekunakirwa kwaanenge aita mumuviri wake nekunzwa nhengo yababa ichipinda nekubuda mukati menhengo yake.
Izvi zvinogoneka chete kana nhengo yababa ichinyatsomira uye isinga kurumidzi kurara kana kukurumidzisa kurasa mbeu
![]() |
18+: Dare ReVarume NaSekuru Mba: Kusvitsa Mudzimai Kuna Fourth...NekuKariba! |
Paunotanga kubata mukadzi wako muviri wake unodaira.
Anotanga kunzwa achisimudzwa mbijana-mbijana achinyura kupinda mune imwe nzvimbo izere huchi. Anotanga kumerera nekunakirwa. Magetsi emuviri wake anoconnectika kunge akanamatidzirwa nematurbine ese epaKariba neCabora Bassa
Dambudziko revarume vazhinji rinozouya kana mukadzi abatwa nemagetsi aya murume otopedza yatinoti ejaculation mukadzi achiri pakati pekunakirwa..murume uyu anenge akundikana pakuita bonde rinogutsa.
Izvi zvikaitika nguva yakareba mumarriage munotanga kuita maproblems
QUESTION FOR US ALL:
What is it that needs to be done to avoid this type of problem with most men?
Ngatipananei ruzivo panyaya dzelulalula kuti madzimai agutsikane. On how to help your wife to squirt or kunakirwa kusvika pakuburitsa mvura please read my article, try it and see your wife mourn in perfect joy: 18+: Marrieds Only: Squirting Technique https://www.pridesibiya.com/2020/01/18-marrieds-only-squirting-technique.html
I pray God turns all the plans of your enemies into blessings in your life in JESUS' NAME.
Have a wonderful and blessed day. Amen.
Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.
Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.