Zvinoda Vaviri Izvi!

Zvinoda Vaviri Izvi!




"Ndinoti kwamuri zve: Kana vaviri venyu vakatenderana panyika pamusoro pechimwe chinhu chavanokumbira, va chachiitirwa naBaba vangu vari kudenga." - Mateo 18:19



Zvino ndiri kuda ari kutenderana neni nhasi kuti your situation will change muzita raJesu weNazareta!! Shoko raMwari riri kuti vaviri bedzi kunyangwe mukasaita svondo yese asi pakaita vaviri chete vatenderana kunyangwe nedenga rinoita honour that word! 

Zvinoda Vaviri Izvi!


Iwe situation yako yanyanya iyi, wakutoita zvekuti aaahh nemakumbo angu muchando muno ndicharwadziwa hangu! Manje hachisi chako chirwere ichocho ndechasatan tinoda kuchidzorera kwaari muridzi wacho nezita raJesu! Handiti vakabheja kuti unofa usina murume manje vairasa nhasi - tenderana neni pano in prayer nyaya yako inoshanduka iyi! 


Unoswera watichatira iwe! 


Basa rako ngaridzoke muzita raJesu mupenyu! 


Chakabata mari yako ngachiregedze! Ini ndiri kuda kuti utenderane neni chete! 


Kudenga kuna mwari uku! Zvako zvinoita! Business rako richafamba uchatorichinja zita manje manje kuti Worldwide company nezita raJesu! Aripo here pano anoti ini Mfundisi ndiri kutenderana nemi?


Have a wonderful and blessed day. Amen.


Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.


Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp