"Kufona Haachafone Asi Iye Ari Online!"

Kufona Haachafone Asi Iye Ari Online

Hanzi: Kufona haachafone, kuTexter haachaTexte, ndinomuona ari online paWhatsapp but haataure neni, Facebook status anonyora every day but haature neni... ndiwo mamwe emareasons anokonzera kuti relationship iparare.
"Kufona Haachafone Asi Iye Ari Online!"
"Kufona Haachafone Asi Iye Ari Online!"

Ndakabva ndaita mubvunzo kuti ko kana relationship ichitanga kushaker shaker nekuda kwekuti communication irikushayikwa, what can happen kune relationship yeMwana waMwari naBaba vake kana pakashaikwa communication. muChristu akaita nguva zhinji asingataure naMwari wake hazvikanganise kusimba kweRelationship here izvi? Saka ungataure nevamwe vese uchigara uri online nevose kunze kwaMwari...Otokuona uri-online asi usinga taure naye!

Mhinduro ndimi munayo asi ndinongoti communication pakati pako naMwari ngairege kushota, gara uri munhu anotaura naMwari kubudikidza nePrayer, ivo Mwari vachitaurawo back to you zvikurusei kubidikidza neShoko ravo (Bible).

Be a prayerful person!

Pray without ceasing!

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp