INTENSE: 18+: Sekuru Mbambamba NaAunty Rhoda: Haugone Bonde!

INTENSE: 18+: Sekuru Mbambamba NaAunty Rhoda: Haugone Bonde!


FUNGAWO IWE USANYEPERWE HAUGONE BONDE

Chokwadi ukanzwa munhu anoti MUKADZI wake haagone BONDE ari kunyepera iwewe kudawo kukufadza neNHEMA achida ku**** chete iwe ufunge kuti ndiwe unogona BONDE. Pafungewo wega kuti seiko usiri kuROORWA nevese varara newe asi uchingonzi unogona B****. GONAWO kutaura nevari kuS***RA varoore tobva toziva kuti unogona RUDO.

NGWARIRA kuita DEGREE rekuS***WA chete usiri kuwana MURUME anoda kugara newe. KUSV**** kuri easy pane kuROORWA . Saka usadade neCHIKAPA chauri kuitira BOYFRIEND hazvina basa iBONYORA kwandiri.
INTENSE: 18+: Sekuru Mbambamba NaAunty Rhoda: Haugone Bonde!
INTENSE: 18+: Sekuru Mbambamba NaAunty Rhoda: Haugone Bonde!

Usadade neKUDYA M***** uchidya yeBOYFRIEND hazvina basa izvo iBONYORA kwandiri. Usadade neKUNANZVA B**** reGIRLFRIEND yako hazvina basa chihure chako.

USAITE maDEGREE ekufadza BOYFRIEND paBONDE unofa usina murume uchingonzi uri SHASHA unodya M**** une CHIKAPA une MATINJI. Zvirinani uyo ari MUMBA make anodiwa akaroorwa akufamba zvake achinzi ahagone BONDE asi ane DEGREE reKUROORWA.

KUROORWA itori CEREMONY yekuti WEDU AKUENDA KUNO SV**WA MUMBA MAKE. Saka iwe usanyeperwe kunzi unonaka kudarika Mukadzi ari kumba. ARI KUMBA ANODIWA seHOT PROPERTY Mukadzi wese ari mumba make chiDANGER varume havagone chete kutaura Chokwadi kuti kumba ndine HARANGA YANGU INONDIDA NDISINA MARI.

Ndinopa zvangu KUTENDA maSINGLE-MOTHERS VASIRI KU****ISA sezvinoitwa neVAMWE vakapusa vari KUS****WA VACHINZI UNONAKA kudarika ARI KUMBA.

CHOKWADI MUNHU unganyeyeperwe kuti CHIKOROBHO chiri MUMBA muWARDROBE iwe wonzi wakanaka adi uri kugariswa panze CHIKOROBHO mumba. Chokwadi kuitwa munhu anonaka paBONDE kufananidzwa neCHIKOROBHO chakanaka nguva yacho chete.

NEVER fool YOURSELF KUITA COMPETITION yeBONDE neMUKADZI weBOYFRIEND yako unopera maSTYLE ese dzamara wakuita seMUKADZI wake iwe uri paDEGREE reS*X asi tozoona wakubvisa NHUMBU wakunyara kuzvariswa neCHIKOMBA... Inosvika nguva yekuti zamu rinoita kunge patapata kusakara.....dai uri gafa sezvavanokuudza ka ...hwani wavo angadai akatopenga newe zvekutokuroora.

Ndatenda

No hard feelings hant...tati tionesane!!! Tinamatirwe zvedu NEWE!

Gamuchira Jesu ikozvino woendawo kukereke kunobatirana nevamwe pamweya.

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp