Dare ReVarume NaSekuru Mbambamba: VaZukururume, Musaite Tuchongwe

Dare ReVarume NaSekuru Mbambamba: VaZukururume, Musaite Tuchongwe





Dzidziso kuvarume . Vakadzi kusada kubuda pachena havo asi vazhinji vari kusara nemazi-nzara.


Dambudziko harisi rekushaya anos***ra asi kuti kushaya anogona kus****a kwacho. Varume vazhinji vakadzungaira kani pabonde. Vanofunga kupinza m***o mukati me****e ndopakati kus****a.Vanoda dzidziso.Vanoda kudzidziswa kuti bonde rakasikirwa murume nemukadzi kuti vese vanakirwe.

Dare ReVarume NaSekuru Mbambamba: VaZukururume, Musaite Tuchongwe


Vanofanirwa kudzidza kuti nezvombo zvavo chete havakwanise ku****disa mukadzi. Vanofanirwa kudzidza kuti foreplay chiyi uye inotangira papi. Kunhafa nhafa mukadzi nezvimawoko zvako zvakawomarara nehubhiridha it’s not the beginning of foreplay. Foreplay starts with how you treat your wife in general. Kuremekedza, providing and treating your wife well is the beginning of foreplay.


Mukadzi haafanirwe kukutya. Anofanirwa kusununguka kana ari pauri. Anofanirwa kusatya kukuudza zvaanoda pabonde. Manje imi varume neukasha hwenyu munoti mukaudzwa nemukadzi kuti chimbondidai mobva makwira BP. Makuita hasha muchipopota accusing your wife of having learnt those things muchih*re. 


Hutsanana. Doro nefodya zvino nhuwisa mukanwa. Mukadzi haangambonakidzwa nebonde iye achinhuwirwa. Murume tanga wagezawo usati wauya kubonde. Underwear ngaibviswe. Kwete kuuya pabonde wakapfeka nduwe ine tsvina dzekutoireti!


Kusura. Vamwe Varume mune dambudziko rekuti mukanakirwa nezvinhu munotanga kusura sura so.Kunyanya imi mune zvitumbu. Enda chinobhohwa ndechekuti iwewe wacho hauzvinzwe. Tiri kuti ngatiitei bonde iwe watobva kuchemba zvako. Kana une chitumbu enda kuphamarcy unotenga mapiritsi anopedza nhamo yako yekusura panguva yekuita zvinonaka.


Vamwe hamutane kut**da. Muri tuchongwe kungoti koi koi ruviri rutatu gotsi papata.  Ndiye nemanhede dhii kurara akuchirova ngonono zvake. Mukadzi wasiya zemo ringori tii.  


Gamuchira Jesu ikozvino woendawo kukereke kunobatirana nevamwe pamweya.


Have a wonderful and blessed day. Amen.


Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.


Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp