Dare ReVarume NaSekuru Mbambamba: Mukadzi Akadai Haachakude

Dare ReVarume NaSekuru Mbambamba: Mukadzi Akadai Haachakude


SIGNS EKUTI MUKADZI AKUPERA RUDO NEWE.

Vakadzi vanhu vekuti kana akuda anoda nemoyo wese. Panguva iyoyo anokwanisa kuta masecrifices akawanda zvekuti kana ukamurasisa vanhu vanomuti newewe wawakapusa waita zvese izvi. But chinoita zvidaro ndechekuti vakadzi vanoda nemoyo.

Inokwanisa kusvika time yekuti magarire enyu or relationship yenyu yasvika pakumunetesa kunyanya nemabatiro aunomuita iwewe. Rudo rwunopera kuti hwaa and kazhinji hakuudzi. Asi pan zvakawanda zvinochinja pakuwadzana kwenyu.

Mamwe masigns acho:

Amira kunetsana newe...inokwanisa kusvika time yekuti mukadzi haacha popoteri zvinhu zvaisimbo kupopotera not because wachinja asi akungokutarisa soo. Chero ukaenda kubasa wodzoka mangwana haachinei nekufona achitsvaga kuti uripi and kana wauya anoita sekuti hapana zvakaitika. Kana asvika apa ziva kuti chasara murelationship or marriage iyoyo ibody yake chete. And patime iyoyi do something about it. Kana uchifana kuchinja maitire ako do so kunze kwekuti newewo hauchamudewo.

Hachakuudze zvinomunetsa..vakadzi vakasiyana nevarume. Varume unogona kuchengeta nhau dzinokushupa pahana pako but vakadzi in her life pana someone waanoudza nyaya dzake. Saka ukaona aimbokuudza then osvika patime yekuti unogona kunzwa achiudza friend or sis vake zvinhu zvaingokwanisa kukuudza. Ziva kuti haachakuvimbe and rudo chairwo rwapera maari and unogona uriwe one of the problems saka she cannot share dambudziko rake kunewe dambudzo rcho. Kana zvadai tsvaga zvekuita nekuti vakadzi nomatter zvikanzi zviri foolish but kana achikuda chero hama dzake anonyeya newe. Kana asisadai ziva kuti she is slowly detaching herself from you.
Dare ReVarume NaSekuru Mbambamba: Mukadzi Akadai Haachakude
Dare ReVarume NaSekuru Mbambamba: Mukadzi Akadai Haachakude

Ave kungokushora...mukadzi kazhinji kana achikuda che becomes your number 1 supporter. Even chero usipo she can defend you chero nezvawakaita zvaanotoziva anogona kurambira vanhu kuti vanokunyepera. Yozosvika time yekuti by any means anototi akupise chete. Nharo dzacho nekungoda kudzikisira kwekuti unoshaya kuti zvabvepi. Worse ukaona akuzviita nepavanhu kuti anoti haiwawo hazvina kana musoro zvamuri kutaura apa or munatanga mafunga imi baba Charity. Ziva kuti chikepe chananga kuTashish. Zama kuti mugare pasi unzwe kuti nyaya yake iri papi nekuti kazhinji chinodaro ibitterness and unresolved issues.

Haasisina nguva newe..vakadzi vanhu vanoda attention. Asi ukaona ave kuti unonorara iye osara patv or pafon ozotevera iwe warara. Kana kuti anokasira kunorara paunozosvika akutoridza ngonono sometimes anenge achitonyepera kurara. She tries by all means kusaita time newe zvekuti you can feel the emotional distance. Its time yekuti unzwisise kuti nyaya ndeyei. Dzimwe nguva pane zvawakaita or pave neumwe munhu ari kumufadza moyo.

Ave kukunyeya nehama or shamwari dzake...vakadzi vazhinji chero uri murombo nehurombo hwenyu ihwohwo anokufukidzira. Asi ukaona av iye akufamba achikufumura kuvanhu. Rudo rwatama kwangosara macurtain chete. Kazhinji anenge akugadzirira way out kuti vanhu vasazoshamiswe nazvo vanongoti iiii musiyei aigaro chema chema .

Haachadi help yako..mukdzi chero aine mari dzake anotoda help yako. Imagine uripo light rotsva woona mukadzi akukwira kuisa ega light.Anosarudza kukumbira hanzvadzi yake mari iwe uripo. Kunyangwe nezvaimboti ndiitirewo haachaite. Ziva kuti pakuda kuti ukasire kunzwisisa kuti zvakudaro nei. Rudo chairwo rwunenge rwaku fader or hapasisina.

Kana achironga haakukwanise...sekuti unonzwa achiti ndikavaka imba yangu. Ndikazodai changu. Akuronga sekuti ishirikadzi. Ziva kuti hapasisina kumira mushe. And kazhinji kana zvadai hapana chichagadzirika chaicho.

Kuita chiramu nevamwe varume...mukadzi akachikuda chaiko anovhara madoor kuvamwe varume. Asi ukaona kwave kuwanda mabestie nana sahwi vechirume. patime iyi chero fon yake haachadi nayo or akugara iri mumako. Kana zvadai kazhinji ave kuona sekuti relatioshp yenyu haasisina spark and haazive kuti modii but akutsvaga attention kunze.

Kana uri murume anoda munhu wake ukaona zvimwe zveizvi zvakuitika ziva kuti zvakuenda kunovava. Usarere dambudziko richikura. garai pasi munzwanane and pay attention. Kana paine zvaunokwanisa kuchinja zama kuti uite zvinofadza umwe wako. Kana zviri zvausingakwanise its time yekubvunzana kuti saka todii. Kurambana can be planned. Kuudzana chaiko kuti izvi hakuna kwazviri kuenda but kuzopedzira mukuhurirana chete. Do not ignore these signs.

Gamuchira Jesu ikozvino woendawo kukereke kunobatirana nevamwe pamweya.

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp