China Chemadzimai NaAunty Rhoda: Kupedza Munhuwi WeFish!

China Chemadzimai NaAunty Rhoda: Kupedza Munhuwi WeFish!




Remedy yekupedza kunhuwa kwenhengo yemukadzi zvachose. 


1) Kana mapedza kuita bonde Mukadzi ngaaenda pa chamber or bucket rako woita weti uchigeza nhengo yako neweti iyoyo wozopedzisa nemvura I tell you haumbofa wakaita kasmell futi.


2) Munhukadzi ngaageze nhengo yake nemvura yakachena nguva nenguva kwete kumirira kugeza vavakuda kusangana naBaba chete. Please ndapota musageze nhengo dzenyu nesipo zvinoita kuti nhengo izoite zvimwe zvirwere kana kuti inopedzisira yavakushaiwa mafeelings nekuda kwemishonga inogadziriswa sipo.

China Chemadzimai NaAunty Rhoda: Kupedza Munhuwi WeFish!


3) Munhukadzi ngaageze nhengo yake neGyna guard or Apple Cider nhengo inoita very fresh zvekuti hakuna chero kamunhuwi kanozombonzwika zvachose. Gyna guard inotengeswa mumapharmacies. 


Ndapota madzimai musadzinge varume mubedroom or kuti vashaiwe havi yebonde nekuda kwekunhuwa kwenhengo kunovhariridza imba yose or zvekuti murume anorumwa nemosquito achitadza kufuga jira kumeso. Ndatenda madzimai.


 Coursey of Zvirimudzimba & China Chemadzimai Groups (2020).


Gamuchira Jesu ikozvino woendawo kukereke kunobatirana nevamwe pamweya.


Have a wonderful and blessed day. Amen.


Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.


Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp