China Chemadzimai NaAunty Rhoda: 18+: Usanyeberwe, Vakadzi Vakatosiyana!

China Chemadzimai NaAunty Rhoda: 18+: Usanyeberwe, Vakadzi Vakatosiyana!




Ladies let me answer something chamunogara muchiti, Chii chaunowana kune mumwe mukadzi chandisina.


Nhasi ndine mhinduro:



"Vakadzi makatosiyana moyo, personality ne sexual taste!"


Ma***** enyu akafanana pamaumbirwo asi mashandisiro amunoita mapeche enyu akatosiyana. Kune mumwe, ***** rake ringori gomba rekuti murume apinze atundire.

China Chemadzimai NaAunty Rhoda: 18+: Usanyeberwe, Vakadzi Vakatosiyana!


Kune mumwe, ***** rake riri alive - rinotsenga, kusunga nekusveta m**** zvekuti murume anoungudza nekunakirwa. Murume wese akasvira ***** rakadai plus hunhu, haadzoke kugomba. Apa handisi kutombotaura zvekuyamwiwa ***** nemuromo nezvimwe zvidavado.


Kune vakadzi vanonzwisisa kukosha kwemurume vachimupa nzvimbo yake, uye manyawi ekuti murume abudirire even pabasa nepakutsvaga mari. Vakadzi ava vanogona kushandisa *****, kubika variety nekufadza murume. Ava vakasiyana nevakadzi vanofunga kuti everything is automatic just because uri mukadzi ane ***** nemazamu.


Kune vakadzi vekuti murume anotiza basa kuenda kumba, kwoita vakadzi vekuti murume anokumbira overtime kuti asaende kumba.


Saka never think kuti just because muri vakadzi mese, makafanana, NO! Hamuna kufanana.*


Zvimwe ndichawedzera asi iwe muzukuru dzidz kuti uitewo mudzimai arinane!


Have a wonderful and blessed day. Amen.


Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.


Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Post a Comment

0 Comments

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp