China Chemadzimai NaAunty Rhoda: 18+: Kumwe Kurwadziwa Nechibereko And Solution

China Chemadzimai NaAunty Rhoda: 18+: Kumwe Kurwadziwa Nechibereko And Solution


Chimwe chinonyanya kurwadzisa chibereko inyaya yekusawana bonde nguva dzose kana kuti pamunowana bonde racho mukasanakirwa chibereko choita nzara chosvika pakurwadza saka chekutanga ukaita dambudziko rechibereko ongorora sex life yako.Kana uchigara nemurume asi usingasviki chaipo chaipo chitogarai pasi nababa kuti how can you correct nyaya yekuti munakirwe pabonde murape chibereko.Kana usina murume usiri sexually active usafunga zvebonde izvi nokuti mukarifunga nezvaro stereki munosvosva chibereko chotanga kurwadza ipapo chinenge chava kukuudza kuti pedzisa zvawatanga
China Chemadzimai NaAunty Rhoda: 18+: Kumwe Kurwadziwa Nechibereko And Solution
China Chemadzimai NaAunty Rhoda: 18+: Kumwe Kurwadziwa Nechibereko And Solution

NOTE kusanakirwa kwebonde kwemukadzi dzimwe nguva hazvisi kuti baba havagoni basa asi iwewo mukadzi unogona une dambudziko especially kana mahormones ako kana ari imbalanced zvichikonzerwa nemacontraceptives and eating unhealthy junk processed foods.Imwewo medication kana stress chaiyo can cause kuti mukadzi asanakirwa pabonde zvozokonzera kurwadziwa chibereko

Ladies, Rosemary ndiwo mushonga wenyu pakugadzirisa nyaya dzese dzine chekuita nebonde it bring brings good vaginal aroma and tasteness even mhepo iya inobuda down there poita a funny sound during sex rosemary can correct that.also do other remedies that balances hormones kuti munakirwe nebonde

Remedy for backache nechibereko kuvakadzi

Itai vaginal steaming with rosemary and lavender also drink rosemary tea morning and evening before food for 14 days

Note Kune zvimwewo zvakawanda zvinorwadzisa chibereko zvisiri zvandataura saka zvakakosha kuongorora kuri kubva dambudziko

Ndatenda hangu.

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Tik-Tok, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp