Aunty Rhoda: 18+: Kuti Mukadzi Azive Kuti Anon*****

Aunty Rhoda: 18+: Kuti Mukadzi Azive Kuti Anon*****


Kuti mukadzi azive kuti anonaka pane zvakawanda zvaanofanira kuziva kuti ari kuita mumba make.

1. Kuva noutsanana pamuviri wake zvoreva kuti anogarogeza zvakanaka nokushandisawo zvinonhuwira kuti muviri wake usaita hwema hwakaipa. Kugeza pamberi zvakanaka, zvikuru pakapoteredza bhinzi panokwanisa kuita gweme, zvikuru kana ganda rakafukidza bhinzi riri hombe. Geza ne vinegar kamwe pavhiki kuti usaita hwema. Kugeza hapwa kusaita vhudzi rine hwema. Utsanana pamukadzi chinhu chikuru chose.

2. Kuda murume wake uye kuratidza kuda murume nguva zhinji.

3. Kuratidza kufarira chombo chomurume. Varume vanoita COMPLEX pachombo saka ukarerusa hana yomurume pachombo chake zvinobatsira.

4. Kuudza murume kana une zemo.
Aunty Rhoda: 18+: Kuti Mukadzi Azive Kuti Anon*****
Aunty Rhoda: 18+: Kuti Mukadzi Azive Kuti Anon*****

5. Kufarira kutamba nechombo kuchipurudzira, kuchibatabata, kuvhura zipi nokuchibudisa mubhurugwa remurume.

6. Kuudza murume kana wanyorova woda kupinzwa chombo.

7. Kuudza murume maitire auri kuda kana kubvunza murume kuti ari kuda maitire api. Kuita zvaataura.

8. Kuchemerera, kubatirira, kudembademba zvinoratidza kuti uri kuhwa mafambire echombo mukati mako.

9. Kushandisa chiuno ( chikapa) zvinotaridza kuti uri kunakigwa nechombo, uye kutungamirira murume pasipidhi yaunoda.

10. Kushinya chombo nemasuru yechitubu kuti chombo chese chihwe kukwizirigwa pakupinda nokubuda.

11. Kubata murume kuti kwii nokumusunga nemakumbo paanotanga kudiridzira kuti asiye zvese mukati mebeche, kukama chombo nemasuru yeb****e paanodiridzira.

12. Kuudza murume manakire azvaita nokutenda kuti anoda kukurhoja uye kuti asiira papi kuti kana moitazve azive zvokuiwedzera.

Utsanana pamuri mese chinhu chikuru pakunakgwa. Vakadzi vakawanda vanokomburena kuti varume vavo havadi kugeza, zvinova zvinoderedza kuda kukisana navo. Gezai mazino. Varumewo vanokomburena kuti pamberi pemukadzi pane hwema. Hwema hunoitiswa nemaBACTERIA.Anourawa neVINEGAR asi mukati mebeche hamuiti hwema kana musina chigwere. Munongoita hwemakadzi chete hunova hunoitisa varume zemo.

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp