18+: Men Share What Made Them Lose Appetite With Their Wives: Women Listen

Mike Pasi has always been a star when it comes to such issues and here he brings real geat insights from real men. A massive 16 men are here to share their stories! All stories are real-life stories! The men share stories about how what their wives did or didn't do that made them fall out of love with their bedroom game. Men must read this, but women MUST read this. Check this out! Click and read!


From the inbox: 1


Bonde harichanaka pa den because madam vangu vakapora ....ndiri munhu uya uya anofarira zvebonde dzimwe nguva ndinotozongorara ndaona kuti munhu wangu anenge asingatodi ..ukasaita action mwedzi unopera munhu asina kana plan yaaita... ndakambozama kutaura naye kuona zvima pono tese ndichiti pangaita change asi ma1 hapana hapana kubva zvataroorana hana kana day raakambonditangawo....zvinondibhohwa ndopedzesera ndakufilla kunge ndomu abuser....mukadzi action zero ndaimboita skirri rekutextera ndiri ku graft nekumuigira tuma nice twe mu bedròom what what kana zvekutombodira ma yoghurt ndodya munhu but ndakazvirega ..munhu hana action ukamukotamisa rongofongora no action zero ..ukaritarisisa mudenga rongotarisa action zero .ukati huya pamusoro 2 sec zvonzi ndaneta........ndogona kutombobuda naye toenda out for weekend kusina vana ndinenge ndichiti pamwe vari kumunetesa ..ndotozodemba mari yangu ndaona zvakangofanana...mukadzi hana kana action ..nyangwe ukati hande tinogeza tisati tarara haadi ...ini ndaneta nazvo ndavakuzohura.....ndaitoverenga pano ndichiona kuti kune vakadzi vanoda action vari kuishaya .....haa hure asi heyi akapora


 From inbox: 2


Gudmrng chimukoma chimudhara... Hona ka munhu ngaageze before bed mugumbeze munoita kunge mune hove, kunzwa mazi vic falls kuti tofo tofo haaa no mhani.. Nekusura zvisina art



From Inbox : 3


Mrusei mukoma...haaa ini ndini umwe asisanakirwe nebonde namukadzi because ringanake sei kana ugare necomrade mumba,l mean comrade chairo rechimurenga munhu anenharo asingadi kuudzwa dzinonzi nharo kwete tunharo haaa zvinondiita turn off chokwadi chero munhu akuvata anovata akapfeka zigown rechando but imo mumba munemagumbeze kuvata negown mukati megumbeze 2 in 1 here guys kuita ikoko kana mapanguva yebonde kumutiwo chibvisa anoti kwete ingodhonzera gown kumusoro upinde dzimwe nguva unotonzi usabvise pant chingodhonzera padivi undonyere zvakadaro even kuti tiitewo romance unotoita arimugown imomo uye musi waanenge achida futi haaa inini ndasarenda hangu bodo ndirikutombopindwa nedzimwe pfungwa dzekuti mukombe uyu ngaapfuure coz sekisi life yacho haichandinakidze zvakungoita kunge ndakagara nemumwe murume mumba.



From the inbox: 4


Mamuka sei biggaz Mike. Sando dzenyu zvipikiri ndichiri kuunganidza. Handidi kutenderera. Mukadzi wangu haagoni kugeza pakati pemagaro ake. I love kufongoresa ndiyo best yangu but hooooo makasa. Panotonhuwa dhodhi chairo. Ndaedza ndaedza nakuedza kutaura naye zvaramba. Ndane 2 months no bonde now. Handichazvigoni



From the inbox: 5


Wangu uri sei? Maiguru wako pakiss apa ndipo pari kuvhiringa zvese wangu. Vanoita kuruma malips angu vachiadhonza wangu kunga kahanda kari kukakaritsa dehwe rembongoro kubva pasi pehozi. Haasi mafunnies wangu. One day yakatozomborara ndadhonzwa kudaro ndikazomwa mabhurufeni musoro wakubanda. Dai pawanawo anovadzidzisa because pakaipa wangu

18+: Men Share What Made Them Lose Appetite With Their Wives: Women Listen



From the inbox: 6


Changamire Mike makadii. Pakadii pabasa nekumba. Mukadzi wangu aripo pano. May be akaonawo ndanyora pano achabvuma kuti inyaya iri serious kwandiri. Havana kudhonza matinji saka nhengo yavo kwandiri inotaridzika usina kuzara kuita semwana. Ndongoona sendiri kuita nemwana saka mafeeling angu haazobudi ese



From the inbox: 7


Mkoma Bhooo hre apo Ini kwangu ma one ega ega Mai vakapora fridge chaiyo haana zuva randoombotangwa Chero feeling chaiyo hapana nfakambofunga Kuti Kuda ndiri ndokasira kupedza ndikainda kunochecheudzwa now rava famba refu but dololo munhu wekuti unogona kutosvira akavata akazazvinzwa kana kutoinda Ku SIM two akazazvinzwa akavata kutozama kuti titaure anongoti iwe ita zvinokuitira kana ndisingakuitiri siyana neni apa munhu wandakawama Ari virgin but chero ndakawona ma virgin uyu ayiva mberi ndakatamba nhova kubvisa humandara hwacho ayiva nerimwe Simba rekuti chero jonh Cena haasviki .Apa Kuti atorundawo ndinenge ndatokwiza beans yake apa style i missionary Jan to Dec haa ndatambura Ini mboro inomira kurwadza but Kuti uyite bonde racho ma one




From the inbox: 8


Hi, my young man. I found her as a BBW which is Big Beautiful Woman. She then went to some classes where she was told to lose weight. I told her I don't want you to lose weight I want you just as you are when I found you. She didn't listen and go ahead to lose weight. She lost from 96 to 68. To me, she is not any more attractive. I can not sleep with her. I am now sleeping with someone else until she goes back to her weight.



From the inbox: 9


Mike mmmmm madamu yangu inonuwa bexxx shamwari. Zvaisambodaro. Hunzi takanzi musaise zvigunwe muchigeza. But ndiri kuiudza kuti hazvichaiti dzokera wobvunzisisa. Smell yacho is too much. Zvikaramba zvakadaro ndoda kukuudza seumwe murume kutanga Monday kubuda handisi kudzoka kumba. Nxa



  From the inbox: 10.


Mkoma Mike 

Ini ndava ne31 ndava kupinda 4 years in marriage, zvebonde ndozvida ndotorida kana everyday but kumba kwangu dzimwe nguva munhu haade kugezw she is not that romantic,anogona kutopinda mugumbeze akapfeka trouse rake plus gown , wonzi muka undikururuke apa munhu haade mastaira inongova huya pamusoro chete kutoti chimbouya dog hanzi inorwadza ,kuvhura makumbo kwacho akarara manhede haatodi zvake unozongoitawo zvekut unenge watanga but hazvinakidze kutozama kutaura naye nharo dzacho ma1 .

Tinenge tisingatode kucheater but kunze uku topiwa rese nestaira yatinoda 

Regai nditaure ndichit vakadzi zvamunoona varume vachizouya neAIDS hakusi kuda kwavo mamwe mastaira akaita sedog style haade condom murume anopedzisira aisa yeke yeke , ndatenda hangu




From the inbox: 11


Mike chibaba how are you? Thank you for this platform and these topics. Madam vanoti vanoda inonzi here mathreesome kuti vanakirwe mumba yamukati. For sure havana kubvira vatota let alone kutunda since marriage. This is our month eight tachata. Ini handizvigoni uye I can't imagine nevakadzi two pa same bed. Ivo vanoti pasina izvozvo she will never enjoy saka nyaya yacho yabva yasvika pakusafamba. Handingakwanisi kuramba ndichirara nemukadzi asiri kutota kana kutunda and handikwanisi kuita mathreesome acho.



From the inbox: 13


Maswera sei mukoma mike. Mukadzi wangu zvese bhooooo. Zvese bhooooo. Kanyaya kadiki ndeke kungoti chete kana tikachinja position takuti tichiita zveku fongora ndinopuhwa ma salutations nezimweya retsvina. Apa unonga wakaita kuchaja wakuda kutunda, zvese fototo



From the inbox: 14


Zviriseyi wamai haa ini paden bonde ndakatosiya coz madam havadi kugeza munhu anenge achinhuhwa weti wakamutaurira nharo dzani idzodzo apa haadi kushaver zasi pandokwira zvinenge zviri zvenharo munhu haabvise hembe ndoita kunge ndirikukwira danda now ndakatotsvaga girlfriend akaita zvekutamba ndomusiya coz ndirikubatwa zvakanaka ndichipihwa bonde bho notify when you post



From inbox: 15


Mkoma Mike

Kwangu uko romance chaiyo ndezviya zvenharo kungobata munhu akutorara hanzi huya pamusoro, haade kuchinja style, ndinombodawo kugarirwa chero munhu asingagoni ngaauye todzodzisana zvino kwangu toita kunge tiri kuita sex takatariswa nevanhu 

Ndaneta ndakungot chero zvazvaita , girlfriend yangu haina staira yaasingandipi nayo kana ndega ndonyatsonzwa kut apa ndapiwa rese apa 

Vakadzi vari kunyanya kurelaxer mudzimba umu , nekutanga Kupopota kana ndava sviro it's a turn off



From inbox : 16


Mukoma Mike murisei


Ini regai ndingonanga straight kunyaya yangu mukadzi wangu haasi kugera zasi uku mhani ndakambozama kutaura naye but hey ma1 zvinondibhowa hangu ndozongoitawo hangu but ndinenge ndatopera moyo kare uye nekugeza kuzasi maybe inyaya yekuti achiri mudiki pamwe...handizive!

Bishop's Word: Good people let us learn to value our marriages in God and learn to communicate our issues with our spouses. I also encourage the spouses to listen with the third ear beacause what you may think is small may be the greatest put-off for your spouse!

Gamuchira Jesu ikozvino woendawo kukereke kunobatirana nevamwe pamweya.


Have a wonderful and blessed day. Amen.


Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.


Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp