18+: China Chemadzimai NaAunty Rhoda: Zvinoitika Mukadzi Paanotora Mbeu Yemurume

18+: China Chemadzimai NaAunty Rhoda: Zvinoitika Mukadzi Paanotora Mbeu Yemurume


Tikatarisa murume paanotunda. Anotunda masperms akawandisa chaizvo anokwanisa kumitisa vakadzi over million nekutunda ka1 chete. Asi Mwari vakasika zviine chimiro chekuti murume paanoita nemukadzi 1 anobuditsa mamillions emasperms kuti aitise mimba 1. Saka mamwe ese aya masperms anozoita sei.???

Ngatitarise nyaya yacho zvizere.

Chekutanga:

Soon after sex kune huno yerera huchibuda. Vakadzi munozviziva kuti unonzwa kusetekenyedzwa zvinyoro kunhengo yako hurume huchiyerera kubuda zvekuti ukaramba wakadaro unozonzwa pawakaisa magaro panyorova.. Vakadzi vane hutsanana vakatotenga matowel ekuwaridza kuti vaitire sex pamusoro kana hurume hwakuyerera hwoenda patowel.

Hunobuda nekuti b*""he  rinongovhurika kana paine chiri kupindamo chete. Saka murume paano vhomora b***he rinosara richivharika zvokonzera kusundwa kweurume humwe humwe hunobva hwasundwa kuenda mberi kunzira yechibereko.

Chepiri:

When the sperms hits her body. Anogaramo for more than 3 days ari mapenyu chete. Kureva kuti mukadzi unokwanisa kutundirwa nhasi. Wokwira ndege kuenda kuDubai, mimba yozobata wave kuDubai.

Madziro enhengokadzi haasi smooth. Ane makomba makomba ndimo munohwanda mamwe hurume zvekuti kune vaya vanoita stress yekuti hurume hunoyerera after sex. Dnt stress nekuti humwe hwunosara hwakahwanda. After 4days natural system yebeche inotanga kusuka nhengo ichibuditsa tsvina yese kusanganisira nemasperms anenge afa.
18+: China Chemadzimai NaAunty Rhoda: Zvinoitika Mukadzi Paanotora Mbeu Yemurume
18+: China Chemadzimai NaAunty Rhoda: Zvinoitika Mukadzi Paanotora Mbeu Yemurume

Chechitatu.

Kune system yemu mwiri inonzi MICROCHEMERISM.

Kune ongororo yakaitwa yakabuditsa kuti munhu kadzi wese akamboita unprotected sex ane DNA isiri yake in her body. Koita futi vakadzi vakaita unprotected sex nevarume more than 1 vane DNA dzevarume vakawanda. Izvi zvinojekesa kuti pese paunopihwa masperms nemurume, unosara neDNA yemurume iyeye woichengeta kusvika wafa..

DNA iyi inochengetwa mubrain dzako mukadzi. Kuti izivikanwe kuti iDNA yabva kumunhurume inhau yekuti varume chete ndivo vane Y-chromosome. Vanhukadzi havazvarwi vainayo..

Chii chinoitika mukadzi akatora DNA evarume vakawanda.?

Kune mhando yezvirwere zvinonzi "AUTO IMMUNE DISEASES" zvinobva pakuve neForeign DNA mubody yemunhukadzi.

Saka tiri kuona here nhasi iyi hudzamu hwayo nekwainosvika. Iwe munhukadzi usati waiswa nyoro nemunhu wese wawarara naye zivai njodzi iyi.

Kana uri munhukadzi kana wahura wotogara ne DNA yomurume wacho kusvika wafa..

Ndosaka muchiona murume nemukadzi vakaroorana vakaita makore vari vese vachiita bonde vanotanga kuita kakufanana soo kana wakavatarisa.

Saka kana zvichinzi sex ndeye muwanano haisi nhau yehutsvene hwekuenda kudenga chete. Inhau ine chekuita nehutano. Mwari pavakaisa mutemo iwoyu ndiye manufacturer wedu aitoziva how our bodies works. Saka manufacturer ndiye anoziva ukada kupikisa kushandisa product yamanufacturer neimwe nzira pane dambudziko rinotanga.

No wonder vamwe venyu vakadzi munoramba muchirota maEx enyu zvichikunetsa iwe wakaroorwa neumwe murume. Unenge wakatakura Ex uya uchifamba naye kweupenyu hwese. This is dangerous ladies.! No wonder why mukadzi haagoni kuda varume vaviri zvakafanana nguva imwe. Ndosaka paunotanga chihure iwe mukadzi unotanga kusema murume wawagara naye. Its because the designer(GOD) akasika mukadzi kuti ave faithful to one man. Ndosaka chero mimba unotakura 1 at a time.

Vamwe venyu kuroorwa kwakunetsa muchiti hee mune mamhepo. But Mwari chaiye anenge achiona uine munhurume wauri kufamba wakatakura mumwiri mako. Vamwe mave kutadza kugutswa nemurume akakuroora not because haagone but its because you are too soiled and tied up kuumwe murume.

Paya panonzi the 2 shall become one flesh. It is sex that binds them to become one. That is why marriage is consummated by sex. Kutya Mwari ndicho chinhu chikuru, ngatizvibatei nekuzvichengeta!

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp