18+: Aunty Rhoda NaTete Moira: Kudhonza!

18+: Aunty Rhoda NaTete Moira: Kudhonza!


1. Geza maoko nemvura inodziya, wadaro bvisa bhurugwa wozora mafuta evhasirina mumaoko nepamatinji. Wochitanga kuakweva uchiti ukakweva wombobata wakamakweva kudaro kwekanguva. Ukanzwa zvorwadzisa worega wokweva rimwe. Wodaro uchichinjanisa. Pakudhonza unodhonza pese kuzasi nokumusoro kwematinji ako. Ukangoda kudhonza pakati anongoreba ipapo chete zvosaita zvakanaka. Asi kune vamwe vanotoda shape yakaita se chipembenene zvokuti akavhura makumbo ake murume anoona matinji akati rimwe uku rimwe uku akamira semapapiro achipembenene. Kana zvirizvo zvaunoda dhonza kumusoro nezasi worega pakati. Nokuti iwo agara akakura kuno kumusoro, saka mapapiro echipembenene makuru ari kumusoro.

2. Zviri kwauri kuti unopedza nguva yakadii uchiita asi zvinoda kuitwa kuda katatu pazuva kana kupfuura. Ukawanza, anokasirawo kureba.

3. Unokwanisawo zvakare kushandisa mafuta enzungu pakudhonzesa. Unokwanisa kushandisawo zvakare OLIVE OIL VIRGIN 1. Matinji anowanzokura nekukurumidza ukamadhonza uri kuperiod nekuti nyama dzeipapo nguva iyoyo dzinenge dziri nhete-nhete and dzinokasira kudaira. Amwe mazuva zvoda uchangobuda mushawa kana mubhavhu pamberi pari kudziyawo. Chiwanzawo mafuta ugombopedza nguva uripo.
MaYouth Edu: Cheating, Here It Is!   CHEATING IS BAD. HEARTBREAKS ARE BAD  Ndapota vana. Church yedu inoti hunhu ndihwo munhu...ubuntu! Uye kekare inokurudzira hunhu hwakatwasuka hwechokwadi.  Vakomana ndapota ukange wazvitsvakira shamwari yemusikana waunoda kuroora, usapedza nguva yake uchimupa tariro yekuti ndicharoorwa, then at the last minute, ozongonzwa kuti watoroora or une mumwe musikana- heartbreak. Itsika yakaipa kwazvo iyoyo kushungurudza mweya wemumwe mwana wemumwe mubereki kuti mhuri yose pamwe vanetenge vatokutarisira kuti uchazo settler nemwana wavo, kuburikidza nerudo rwekunyengera rwaunovaratidza then last minute wokanya Munhu, worasisa munhu.  https://www.pridesibiya.com/2022/02/mayouth-edu-cheating-here-it-is.html  Chokwadi unozviita hako asi zvinorwadza chose uye kunyadzisa pakati pevanhu vanenge vakamboziva kuti munofambidzana kwenguva PAKATI PESANGANO FOR THAT MATTER.  Same nevasikanawo. Haisi tsika yakanaka kudhumhanisa vakomana zvekuti uya agara anga aka planner kuroora ano ora moyo or kuita heartbreak zvakare. Church redu rinodzidzisa kuita kwaka twasuka.  Kune varikuchema nekuitwa disappointed at last minute nevakomana vanopika pamberi pevasikana nepamberi pehama dzevasikana vacho, or even pamberi pesangano kuti vacharoora, then suddenly vobva vango shifter ma goal posts.  Varikunyanya kurwadziswa vasikana, and sometimes nevabereki vacho.  Okay okay, I know kuti chokwadi mukomana akakanywa nemusikana anogona kuchinja owana mumwe, even musikana akaitirwa zvaasingadi nemukomana, anogona kuchinjawo but, kune varikurwadzisa vamwe vana vevanhu pasina kana chimwechete chavatadzirwa. Chinamato hachitenderi kutamba nemoyo yevanhu, kutamba nemweya yevanhu, kurwadzisa mweya wa Mwari... Unorarama hupenyu hwako hwose uine chikwereti chekurwadzisa munhu . Unotongwa na Mwari.  Hazvidi kudaro musangano rimwechete  Ngazvipere.  John Mutasa  Have a wonderful and blessed day. Amen.  Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship  Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Tik-Tok, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social medi
18+: Aunty Rhoda NaTete Moira: Kudhonza!

4. Kana uchida zvechimbi-chimbi chaizvo zvekuti kana pasina one week chaipo anenge akutokura kusvika paunoda unoita method iyi; Unotora mvura yemuguvi woisanganisa nemazinga ehuchi aya nerekeni yeblack iya yekusungisa masaga pamakeriya emabhazi,woipisa,kana yave kutsva wobva woidzima kuti ipore wombomira 1 minute ichipora then wotora dota racho reblack riya worizorera pamatinji uchidhonza....(ukashandisa zvichiri kupisa unotsva ukazviruza).....then woramba uchizorera mazimbe uchidhonza for 15mins kunyanya maksen,,kana wapedza kudhonza wopageza nemvura yemuguvi ine mazinga ehuchi,,,and u do that for a week........maihwe unoita matinji akareba kunge maslippers.

PLEASE, PLEASE, PLEASE FOLLOW INSTRUCTIONS AS GIVEN!!!

*ANOKURA ZVAKADII?*

Kune mamwe marudzi vanodhonza kusvika areba kusvika kuma 5cm kana kupfuura. Asi isu tinowanzoti ngaakure kusvika paline two kubva kunzara yako yekachigunwe kaduku keruoko

MATINJI ANOITA BASA REI?

Kana mukadzi ane zemo, matinji anozvimbirira, obva asinirira kuita kunyorova zvichibva nomukati, Adaro anobva atsvedza zvokuti murume akazopinzawo mboro inonyorova zvokuti pakukwizana kwenyu hapana anoita mhoni.

Matinji anochengeta heat yemugomba zvekuti beche remukadzi rinopisa kunge oven yezvidhinha

Matinji akayamwiwa na dad zvinyoro-nyoro, zvakapfavirira vachiita kumaisa ese mukanwa vachimbomavhura vachisvisvina chibhinzi mukadzi anotunda pasina kana nenguva. Matinji anonakira iwewe kukunda murume.Vamwe vanoti hanzi murume wangu haamadi. Aiwa, ndeako iwewe kuti unakirwe.

Matinji ane rimwe basa rokudhekoreta pamberi. Kuvakwa kwakaita matinji ndiko kunopa kutarisika kwepamberi. Mukadzi ane matinji madiki akangofanana pamberi pekamwana kadikidiki. Kuno kumusoro akafugidza chibhinzi kana chiri chohombe nokuti chikagarokwizirana nebhurugwa zvinobhowa.

Kana dad vakadzidza kuwirirana nematinji zvinokunakira zvekutombopenga chaizvo..

Ndatenda hangu...

ASI CHIKURU KUTYA JEHOVAH NEKUMUNAMATA PAMAZUVA AKO PANYIKA, NYAMA ICHAZOSARA HAYO MUGUVA SAKA CHIKURU SHANDIRA MWEYA!

Gamuchira Jesu ikozvino woendawo kukereke kunobatirana nevamwe pamweya.

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp