Jesu Akaoma Akomana: Zviise Kwaari!

Jesu Akaoma Akomana: Zviise Kwaari!


Ndadzidza apa dzidzawo apa! 5 loaves divided by 5000, baya calculator uone, its equals to 0.001, and wopihwa banga wonzi cheka 5 loaves idzodzo kuti dzikwane vanhu 5000, unocheka chirudzii? asi kutopa munhu wese mafufu kani, nekuti everyone is supposed to get 0.001 of a loaf.

Idzo fish dzacho 2 divided by 5000 = 0.0004. Haaa hapana machekero aungaite fish dzacho kuti vanhu vadye vagute. zveCalculator hazvaigona kushanda apa, of course calculator ukaibaya and it will give you these "answers" but the answer is not practical, haishandike nayo answer yacho, unochicheka sei chingwa chacho, worse fish dzacho,
Jesu Akaoma Akomana: Zviise Kwaari!
Jesu Akaoma Akomana: Zviise Kwaari!

But food iyoyo payakapihwa Jesu yakakwana vanhu vese vari 5000. it was enough for them and pakatosara 12 baskets dzemaLeft over. (Mark 6:37-44).

Mamwe maProblems emuLife calcualtor haishande, unogona kuWorker ugoWorker, ugoDivider, uchiMultiplier, uchiAdder zvese nekuSubtracter, but hazvibude...zvinotoda Jesu.

Heee salary yacho Revenue Authority yazotora 20%, saka pasara mari yakati and i want to pay electricity, kanzuru, ndinoda chikafu, school fees, this & that. calculator inongokupa maDigits chete but haikupe soluton. only GOD can give you a lasting answer. mhinduro inogara inobva kuna Mwari.

So why should you worry about zvinhu zvisiri kuBalancer, chingozviisa mumaoko aJesu and it shall be solved?

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Tik-Tok, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp