Jah Nhingi Or Jah's Hymns?

Jah Nhingi Or Jah's Hymns?


Unowana simba rekuenda kugym asi kuti umuke uende kuchurch hanzi ndakaneta..

Kupfugama kuti unamate kunaMwari zvinokunetsa asi tezvara vako kuruzevha uko unoita kuumburuka muguruva uchiombera...

Kuti uite all-night prayer haudi asi unoita pungwe wakatarisa computer uri painternet...
Jah Nhingi Or Jah's Hymns?
Jah Nhingi Or Jah's Hymns?

Nziyo dzese dzaJah Nhingi unoziva nokuimba word for word asi kutodavira song imwe chete zvayo muchurch unenge uchingonyara-nyara so... Jah hymns dhololo!

Kubhawa unotengera vanhu doro watengazve asi kuti ipa kubasa raMwari hanzi Mwari anoda mari yei, mafundisi anyanya manje...

Status yepafacebook yekunzi he-e write your number tikutumire s*x-tape unoita kumhanya kukumbira kuti utumirwe but pakanyorwa shoko raMwari unotoita unfriend munhu wacho hanzi aaahhh uyu anyanya, church pese-pese...

Zvino Mwari vanoti "God is spirit, and his worshipers must worship in the Spirit and in truth." - John 4:24... REDEEM THE TIME FOR THE DAYS ARE EVIL...

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Tik-Tok, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp