"Mari Yakaendera Mahara:" Madam Boss Responds To Anna Chibaby

Yah Nyaya yemapundu yakaoma I do understand you Anna Chibaby Honde I know what u are talking about.

As for me angu akagara aripo since form . I remember taiti tikatanga kutukana nevamwe kuchikoro hapashaye vaiti face inenge .dh** remagwavha ndaiita kunge ndisina kuzvinzwa asi zvaizondi baya ndavandega.

I tried so many things mari ichibuda zvichiramba kuchinja. Ko iwo ma advice from people haiwaaa ndakazoti ndasangana nemumwe munhu akanditi iweee enda dhubhai unoitwa leza maimwana ndakati apa handirege ndotooenda chete ndakakwira ndege chinyararire hangu ndikati pandodzoka vanondiona pa Zimbabwe apa iyo yedu yekuda kuraramira vanhu.

Ndokupinda mundege ndakananga Dhubhai.
Madam Boss Responds To Anna Chibaby
Madam Boss Responds To Anna Chibaby

Pfeee mu theater mwana wemunhu. Maimwana face yangu kutanga kuborwa borwa netsono handiukanganwe musiuyu Ko ma bills chokwadi kutadza kupedzisa kuvaka ndichiita zve kuti face inake.

Ndakadzoka face yakaita maronda iyi ndege yese ndakange ndakazvivhara ne scarf. Ah zviripi kana chakachinja. Zvichireva kuti mari yakaendera mahara. Thank you to my sister Queen Chikocho who introduced me to Leno a South African girl who had the same problem akaenda kwa dermatologist and they advise me to try him. Now I have my confidence back.

To you, Anna I am taking you to my doctor in Pretoria. Am taking this journey with you. But you have to be very patient because Oratine rakaoma. Am paying for everything kusvika wanaka sezvandaita my team is booking an appointment for you being responsible for your bills.

I Love you. By the time yandodzoka Hollywood ayewa unenge wava Ashantie lol. Eheeekaka Ganda ra celebrity rinofanira kunaka mhani!

Bishop's Word: We all need friendly support in life. Madam Boss we thank you for the great things you are doing for your friend, Anna, and hundreds of people alike in Zimbabwe and beyond.

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp