Mambo Dhuterere PaDare Revarume! Matiiko Apo Varume?

Award-winning Zimbabwean gospel musician, Mambo Dhuterere has a few words to help fellow men 


Listen very carefully and give us the feedback at the end:

"Ukaona uchigara ne mkadzi wausingatye kurongeka kwako kunogona kunetsa. Zviri normal & hakusi kudyiswa ukaona uchitya kupa munhu mari even mota yako madam vasingazive.
Mambo Dhuterere PaDare Revarume! Matiiko Apo Varume?
Mambo Dhuterere PaDare Revarume! Matiiko Apo Varume?

Usanyeperwe wangu dzimba dzese even kwa Mfundisi vako kunotongwa ne mkadzi. Vanhu ivava ndoo vakapihwa grace dzeku sensor anything good or bad mumba, cheka kuti how many times dzawaida kuita something madam voramba iwewe woita nharo ndobva wazonyura. Usadherere munhu anoti mwana mucheche akachema she can tell kuti arikutsva, kuvaviwa or inzara, unonzwa oti mudumbu make muri kumonya ndipei mafuta ndimupe. Ma socks unowana 1 kusvika wabvunza madam even ma key emota unoshaya pawakamaisa kusvika wafonera madam vobva vangokuti tarisai muhomwe ye trousers ramanga makapfeka nezuro.

Usambonyara kuoneka timu kuti amana time dzaenda angaite ma1 na madam pa den, it doesn't mean kuti uri weak, kune vanoziva zvinoratidza respect ne discipline."

Volume sei?

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp