Haunyare Kunyara Here Iwe?

Unonyara kutengesa pamusika... 


Unonyara kuita maid...Unonyara kuita garden boy... Unonyara kushanda mupurazi... Unonyara kuita construction?!

Zvokumakisa... Vanhu vanohoti kudii?
Haunyare Kunyara Here Iwe?
Haunyare Kunyara Here Iwe?

Haunyari kudya zvausina kushandira.

Haunyari kurarama nekukumbira.

Haunyari kumirira dzakambopfekwa.

Haunyari kunetsa hama dzemhiri.

Haunyari kukwereta usingadzoseri.

Haunyari kuhurira mari.

Haunyari kuti wese anemari akaromba.

Nditeerere mwanangu......Zvirinani kuita zvinonzi zvinomakisa asi uchivaka upenyu hwako nekurera mhuri yako. Chakaipa kuva mutoro kuvanhu kana kuti kurarama nekupara mhosva. Ukaziva Mwari vanokuvhura meso vokupa huchenjeri. Nyaya yekunyara yaparadza vanhu vakawanda. Unechokwadi kuti unganyare zvinokuyambutsa kuruponeso nepfuma yako pane kuti unyare nekutambura???

Inini, "Handina nyadzi pamusoro pevhangeri, nokuti isimba raMwari rokuponesa munhu wose anotenda: Kutanga kumuJudha, zvichizotevera kumuHedheni."(VaRoma 1:16).

Tendeuka nhasi.....Mwari vakutungamirire.

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Tik-Tok, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp