Diridzirai Rudo

Diridzirai Rudo


Muchato wakafanana neruva. Kuti ribukire, ritunge maruva anoyevedza, rinoda kudiridzirwa, kuiswa manyowa, kupiwa sunlight nezvimwe zvakawanda zvinoenderana nekukura nekuyevedza kweruva.

Ndozvakafanana nemuchato. Kana muchato ukasasakurirwa, nekudiridzwa, unosvava. Ruva rakasvava hariyevedzi kutarisa. Ndozvakaita muchato usingaitirwi hanya. Nekukasika unenge wasvava, varidzi vawo vasasaude vaakugarira vana pamba apa.
Diridzirai Rudo
Diridzirai Rudo

Kusakurira muchato hakusi kwana baba chete kana kuti kwana mai chete, ibasa rababa namai vari vaviri. Saka kana muchato wenyu usingafadzi, zivai kuti ndimi muri kuita usafadze kwete wamakaroora kana wamakaroorwa naye.

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Tik-Tok, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp