China Chemadzimayi NaAunty Rhoda: 18+: Mukadzi Akangwarira Imba Yake

China Chemadzimayi NaAunty Rhoda: 18+: Mukadzi Akangwarira Imba Yake:


1) Haaite nharo nemurume wake pane vanhu.

2) She bathes with her husband.

3) anowacha mapants emurume wake.

4) Anotanga akwi**a asati aenda ku alnight prayer.

5) Haarare akapfeka hembe uye haanyare kubvisa hembe murume wake aripo.

6) Haaite whole month achik**irwa ne one style.

7) Haaende kubasa achisiya nhengo yemurume yakamira.

8) Anotendawo kana anatso shandirwawo pabonde.
Mukadzi Akangwarira Imba Yake
 Mukadzi Akangwarira Imba Yake

9) Anonatso vhura magumbo kana aripabasa kuti inatso pinda yese.

10) Haak**irwe asati abata nhengo yacho ndiye anotomboyiisa ega.

11) Haarambe kukwi**a nekuti murume haana mari.

12) She respect murume even asina mari.

13) Anochemererawo kana avepabonde.

14) Haasimbirire chikapa chete vabereki vemurume vasina chikafu.

15) Anoda murume wake kupfuura vanhu vese munyika.

16) Haatume murume wake asianomukumbirawo kuti ndibatsireiwo. Obviously, it depends on your relationship as well.

17) Haataure maproblems ake kuvanhu vese vese. Mapanzwa here apo?

18) Anotaura chokwadi, kana akwi**a kana asinakunakirwa anotaura kana asina anoti ngatisanganei pasecond half.

19) She first bathes murume asati abva kubasa.

20) Aha sarudze hama dzemurume kana dzauya ano bikira vanhu zviripo chero pasara murivo mushoma anopa vaenzi kuti vatange vadya.

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp