China CheMadzimai NaAunty Rhoda: Top Tips Dzemumba Yokunze Neyemukati

China CheMadzimai NaAunty Rhoda: Top Tips Dzemumba Yokunze Neyemukati


1. Dress to kill (for your man)

Mrume wako ngaakuone mumwe musi uchiita kunge une rwendo nekuchena or makeup (kana uchiida) kwete kukusvikira uchiita kunge munhu ari kubva kunokohwa minzwa every time.

2. Bedroom apparel.

Zvipfeko zvemu bedroom haasi mazi skirt nema t-shirt ebato raunofarira.

Invest in mini skirts, bum shorts, lace panties, fitted bras.

Haikona kupfeka ma underwear anzwa nekubvaruka or akadhamba.

3. Sleeping Time

Usaende kunorara uchinhuhwa nekunama dikita weduwe.

Mazino ngaagezwe before bed time.

Don't discourage your man to kiss and romance you nekuda kwehuyanga hwako.

Madzimai zvekurara takasunga mamwe mazi doek asinganzwisisike takazvionepi.

Sunga doek rakanakawo kana wakurara or kuisa net.

Kwete doek rekunge munhu akatsiga rovambira, murume anosviba moyo.

4. Pakati pema bums panozorwawo mafuta mashoma kwete kuti ukadai munhu anoona shena yega yega.
Top Tips Dzemumba Yokunze Neyemukati
Top Tips Dzemumba Yokunze Neyemukati

5. Usatorwe mapics uine ma background asingaite, kana mrume anonyara kuriisa se profile pic. Torwawo mushe, wakakama msoro, usina mabori.

6 Baba ngavabikirwe.

Imi munenge mapona nezvimunya kuseni moda kuti baba vadye na1pm. Mrume ngaabikirwe munhu wozoburitsa hembe dzako baba vachidya.

7. Tiri pakudya ipapo

Usabike one type of meat or meal nekuti ndiyo yaunoda, chimbobikawo zvinodiwa na baba.

Kwete pork everyday nekuti ndiyo yamunoda, vabikirewo zvavanoda. Hazvina kana mweya wetsvina kumbogocherawo daddy nyama mu oven. Wovapa ne cold drink.

8. Food presentation

Usapakure kunge munhu ari muhondo. Take your time and dish chikafu chinopa munhu appetite. Dzidza garnish, dzidza food shaping(kana vachida rine shape). Chikafu chisaite overflow mu plate.

Be neat.

9. Baba kana vakadeedza munhu kuimba yemukati, haikona kupa ma excuse akawanda wanda.

Heee washing yangu haizoome.

Ndimbomenya ma potatoes

Ndimbokwesha tubhutsu utu.

Iweeee!

Do you know kuti mrume wako aka releaser mbeu, ziso rake reruchiva rinodzoreka coz arasa huturu.

KEEP HIS TESTICLES EMPTY AND HIS TUMMY FULL.

10. RESPECT AND PEACE

These twins anodiwa nemrume kwete mbichana.

Usaite rough

Usamutongese tongese

Usatsure tsure kunge une mwana wechikoro

Usamutemese msoro

Kana paine zviri kunetsa, ngapaite nguva yekutaura nyaya dzacho kwete kuti every day pane kanyaya

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Tik-Tok, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp