China Chemadzimai NaAunty Rhoda: Ladies Inzwaiwo!

LADIES INZWAI.


Your beauty and your body can attract more men. But a sensible man can leave you achinogara nemukadzi asina kunaka chiso sewe asi akanaka pacharacter. When it comes to marriage outward beauty is temporary and cheap. Focus much on your character, attitude,your mind not kuisa focus kuma Brazilian,expensive make up yekuisa mumusoro usina chinhu. Ndiko saka uchiona rimwe hure remubhawa rakanaka kudarika vamwe vakadzi vari mudzimba and you wonder kuti varume sei vasiri kumuroora.

I know uchati kune vakarongeka asi havasi kuroorwa. Iyoyo inyaya yerimwe zuva.

Some of you pese paunotorwa mapictures unoda kutorwa wakamininura magaro. Nekuti chiri pauri chete magaro. Kwauri you think varume vanoda magaro sterek and end there.
China Chemadzimai NaAunty Rhoda: Ladies Inzwaiwo!
China Chemadzimai NaAunty Rhoda: Ladies Inzwaiwo!


But sensible men goes to check beyond magaro neblack opal. So better invest much in feeding your mind and improving your character than investing mufashion when you don't even know what it is to be a woman.

Ehe varume vakawanda vanohura but it's no excuse yekuti iwe ushaye hanya newe. Kana uchizvigadzira semunhukadzi, you are not doing it for men. You are doing it because that is what you must do and how it must be. You are doing it for you.

Unoda kuroorwa.? What are you going to bring in that marriage? Matinji chete nechibereko? Kwauri chinonzi mukadzi kusuka ndiro, kupa murume bonde nekuzvara. Shuwa uzvarirwe izvozvo iwe munhu woraramira izvozvo? Kuenda kuchikoro mari yefees ichienda kuti uzofe uchiomberera zvauya nemurume manheru wovhura gumbo.

Siya tsika yekuona marriage secharity case. Vamwe venyu you face abuse nekubatwa huyanga because outside of your pants, you are nothing. You stress varume uchiti ngaakuitire zvese. Putting pressure pamurume and causing tension nekuti iwe uri musuki wendiro chete mumba imomo busy kudhonza matinji uine pfungwa dzisinga dhonzi. Chinoita vamwe venyu vashungurudzwe achiti haana kwekuenda inhau yekuti financially you are broke. Hakuna mukadzi anotsvaga mari anoti haana kwekuenda saka arikigarira abuse. And munhu ari broke ari very easy to control. That's most abusive men they tell you stay at home handidi ushande. Chaari kuita kuziva kuti ukange usina mari wangofanana nemombe yake.

Be active. Live for more. You were not born to be provided for. Marriage is a union. Its about sharing not a charity case. And never get married kumurume anokuti gara pamba handidi ushande that man is a Narcissist. He needs a pet not a wife.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Tik-Tok, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp