Vafundisi Huyai: Mapfekero Nemaitiro

Vafundisi Huyai: Mapfekero Nemaitiro


Tati tibatsirane zvishoma pa ma pfekero se vanhu vaMwari.

By Bigboy Kathumba

1. Kana uri baba ukapfeka shangu dze black pfeka bhande re black. Musasanganise black ne brown unless if it really matches.

2. Ukapfeka shirt ye scotch kana ye mabox usaapfeke futi tayi ye ma box kana ye ma lines . Usapfeke suit ye scotch , tai scotch shirt Scotch kana ma lines.

3. Ma socks machena ne bhutsu nhema zvasara mazuva ano . Ma socks matema anopindirana nebhutsu nehembe dzakawanda.

4. Usapfeke suit ne sports shoes

5. Usapfeke suit ne matenisi

6. Usapfeke suit wotakura satchel uchinoparidza .

7. Usavirikidze ma trousers kana ma pants zvekuti anoonekera nekumashure .

8. Kana watenga suit itsva label reparuoko rinobviswa kana mukati musina wosonerera mukati kuitira dry cleaning.
Vafundisi Huyai: Mapfekero Nemaitiro
Vafundisi Huyai: Mapfekero Nemaitiro

Anamayi vashumiri

1. Mazamu ngaasaonekera ngavharwe.

2. Musapfeke ma trousers anorakidza map.

3. Guvhu ngarisaonekera.

4. Ma jeans anoburitsa ma pants kwete.

5. Hembe dzinoburitsa cleavage ne musana hadzisi dzeparuzhinji.

6. Kufamba munhu asina kubhodha mazamu akarembera hazvipe chimiro chakanaka.

7. See (me) through muchinoparidza kwete kana paruzvinji.

Garai muine Zambia pamagara movhara pamberi.

Musangora deya munokanganisa vatendi.

Kuna baba na amayi vashumiri

1. Hatichadya in public.

2. Hatidye tichifamba tichitsenga.

3. Hatichadye nguva imwe cheteyo tichitaura.

4. Hatichagare pa ma bhazi terminus tichiita nharo dzebhora kana matongerwo enyika.

5. Hatichaita zvikwerete tisingadzorere.

6. Hatichangoseke zveku bvaruka bvaruka.

7 . Taku avoidha kurwa kana kuita tsika dzinoshoresa kereke naMwari.

8. Hatichangowadzane nevanhu vese vese (; Association brings assimilation);; Unless urinkuita soul winning.

9. Usajairirwe jairirwe nevanhu uri muzodziwa. Familiarity breeds contempt.

Maintain a professional and spiritual distance.

10. Always lead by example. Pakupa be the first one to give.

11. Dress the way you want to be addressed.

12. Be a hard worker, itawo twunhu twako . Vanhu vanoremekedza munhu anoshanda zvinesimba.

13. Usapfeke hembe dzakaunyana kana bhutsu dzinenge dzisina kupolishwa.

14. Haowa ngadzigare dzakaguswa uye dzakachena.

15. Mazino edu ngaakweshe.

16. Imwayi mvura yakawanda kumwe kunhuwa mukanwa kunokonzereswa nemudumbu kumwe nemazino akaora (halitosis)

17. Tenga perfume kana deodorant.

18. Gara uine ma mints or mouth fresheners.

Kuita Mufundisi hakusi kupusa ngwara ngwara .

Verengawo ma pepanhau , teerera news. Ziva zviri kuitika around the world.

Pota muchiita tsvakurudzo yakanaka (research)

Tangoti tionesane. Change begins with you

#0772513387

# apostolicconstructs2021

# catchtherevelationoryouperish

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Tik-Tok, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp