Silly Signs: You Will Laugh!

Silly Signs: You Will Laugh!


1. Ukawona uchataura ne munhu achinzwengesa mhino kureva kuti urikunhuhwa mukanwa. Kwesha mazino nerurimi. Zvikaramba enda kwa doctor.

2. Ukawona uchipa munhu hug oyibvisa within a second. Urukunhuhwa hapwa. Tenga roll on. Zvikaramba enda kwa doctor.

3. Ukawona uchiti ukabvunza nyaya wonzi fona, ziva uri shasha yema screen shots. Zvisiye.
Silly Signs: You Will Laugh!
Silly Signs: You Will Laugh!

4. Ukawona... chimbotaurawo........

5. Ukati pese paunosvika vanhu vachitaura voti zii, une makuhwa. Chinja. Zvikaramba better uvharise nzeve.

6. Ukati uchitaura nevanhu vovhara kumeso kureva kuti unonaya. Chinja.

7. Ukati pese pawafonera hama dzotanga kurohwa ne hana kuti asi kwafiwa, ziva kuti haugone kugarisana nehama wakutonzi tsamba ye rufu. Chinja. Zvakaramba better utofa uriwe.

8. Ukathi pese pawa roja vasikana vepo vanotanga kuvengana, kureva uri hu*e remurume. Chinja. Zvikaramba better unodimburwa.

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Tik-Tok, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp