Rural Home Set-Up Nuggets


A. Pane ma tools ausingafanire kugara usina pamusha zvinoti

1. Pinjisi

2. Sando

3. Jeko

4. Bhemba

5.Demo

6 Badza

7 Bhidha

8 Mugwara

Sent In By Sarudzai Mawoyo

Home Pic Designs By MadizPro Design & Construction - Home
Must Read: Rural Home Set-Up Nuggets
Must Read: Rural Home Set-Up Nuggets

9. Bhara ( musatenge ane rata gauge diki asi aya kwana Siyaso kana Gazaland - rakasimba

10. Hara

11. Tambo dzakasimba

12 . Ma screw driver star ne ma flat.

13. Saw

14. Hacksaw

15. Foshoro

Panodiwawo safety clothes hovhorosi kana work suit, hat, nebhutsu dzacho. Hautenge ka one asi mbichana mbichana.


Zvikwanisiro zvinodiwa pa musha

16. Trowel

17. Tape measure

18. Njanji

19.piki

20 . Zvekusakurira mu garden ( garden tools

Nyangwe usiri builder unoda ma basic building tools nema basic garden tools.

Nyaya ye ma tools haisi yevarume kana vakadzi chete . Gara uine ma tools pamba , zvimwe hazvikumbidzanwe.21. Keni yekudiridzisa garden

Iva uine Tools Inventory ( bhuku raunonyora ma tools ako.

Kana uine zvipfuyo iva ne Record Book .

Mbudzi yakauya rinhi?

Hwai kana nguruve yakauya rinhi ?

Kuchengeta ma records ezvipfuyo kwakakosha .

Ma dhadha

Ma toki

Ma dhongi

Mombe zvose zvinoda Kuchengeterwa ma records ( hard cover )

22. Torch

23. Tambo dzakasimba ( ma rope )

25. Funnel

26. Skero yekuyeresa kana kupimisa .

27 . Ma 200 liters drum

28. Ma 20 liters anodiwa pamusha

29 . Bhobhojani

30. Shifting spanner

31 . Hacksaw

32. Hack saw ine mazino mahombe yekucheka matanda

33 Mbezo

34. Chain

35. Ma locks and keys

36. Tying wire

37. Greese

38. Ladder

39. Spanner set
Must Read: Rural Home Set-Up Nuggets
Must Read: Rural Home Set-Up Nuggets

Medicine Chest

Gara uine stress pack yehuku. Mishonga ye zvipfuyo pamba.

Storeroom

Ma tools ese ngaagare mu tool box rinokiiyiwa woisa mu store room ine security panokiika. Haudi kutenga ma ma tools , mapadza Every year.

Record Keeping yakakosha pamba nekumusha .

Nyaya yekutenga ma tools haiitike one day asi mbijana mbijana kusvika zvaita .

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Tik-Tok, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.