All men must read this, and all women must check this!


Before playing judge and judging women, try to have an introspection, check yourself, shut away from your pride and ego and listen as women talk about their bedroom joys and disappointments in a very innovative and emotive manner. As a marriage counselor, I urge you to go through this in clear sanity. I am bringing it to you as raw as it was said. Haaa pakataurwa, murume wese inzwa!

Admin ndivigeiwo.

Nhai ladies, let's be honest. Muri kusvitswa kuna 4th here or muri kungosiiwa pa Coppa Cabbana kkkk taurai chokwadi.

Eish pa Coppa cabana chaipo🙆🏻‍♀️😂😂

And zvobhohwa munhu anenge atoku promiser kukusvitsa aaaa

Dzimwe nguva tosiiwa paZBC

Taura hako wosiwa munzira hanzi hatichasvike

Aikaka🤣🤣🤣
MUST READ: Naughty Note By Married Women That Men Should Take Note Of
MUST READ: Naughty Note By Married Women That Men Should Take Note Of

Atis kusvitswa.mazuva ose

Kusarira pachina city

Aa ndaiti ndini ndega ndopota ndichisiwa mu road😅

ko asi menge musinga communicate here??

Na driver here😄

We communicate nadriver asi mota yake ndoinofira munzira

handi mototanga maburuka kut igadzirwe

Kkkk yosara yogadzirwa watofamba netsoka wasvika kuna 4th

Ma driver vanozvifunga vega aga

Nhy hazvisi zve mazuva ese pamuno nyatso siiwa pamuri kuenda kkkkk

Madrivers full of I know vanoiwanza vanenge vachimhanya vopedzisira vabhoilisa engine

Kutakura chokwadi zvobhohwa zvavanoita ma driver hazvimbonakidze

Aaa nhy unowana ini ndakutsunya tsunya bt kana yatofa yatofa wonzi imbomira mbichana aaa kutongosiyana nazvo

Vanodii kungofamba zvishoma nezvishoma nevhiri ravo rinenge rapera mweya kusvika masvika

Rapera mweya rinofamba papi ipapo

taura hako yekusiirwa munzira ikubhowa iyi

Kkkkkk izvezve ndanga ndakwira Kombi kuenda kumusika manje yaponja ndisina kwanati ndaenda uku driver autoridza ngonono

🤣🤣🤣ini ndoikwira ka 1 pamwedzi hino ndinenge ndchiti ndombofambawo nemota iii zvokona cz inoponja tichiri mulocation medu

Kkkkkk ndaiti zviri kwangu ndegaka ini

🤣🤣🤣🤣kwangu zvakurwadza nekuti mota ndoida shame.

I hope you went through this without judgment, shame, or bitterness. As men let us be willing to learn and reform. By the way, have you joined DARE REVARUME on Facebook and Whatsapp?

I urge women never to cheat or discuss these issues with men that are not their spouses, at the same time, men be willing to learn and improve their game.

Murume chaiye ngaazive Mwari, murume chaiye ngaavake mhuri yake, murume chaiye ngaabvume kudzidza!

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Tik-Tok, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.