Dare Revarume: Chih*re Chinodhura Akomana

CHIH*RE CHINODHURA


Vakawanda kunze uko vanoona sezviri mufashion kuhura. But kuhura is one of the most expensive activities in your life. Mari yekutenga stand irikuperera kumaLodge nechihure and uchafa uri rombe. There is a warning scripture about Chihure that I love so much: "For a prostitute will bring you to poverty, but sleeping with another man’s wife will cost you your life." (Proverbs 6:26 NLT)

Vanhu vanozosara vavekuti mface uyu ayimbova nemazimari nedzimota, now kwangosara bhasikoro netuyero pushi. Zvese zvakasvetwa nechihure. Some of you pano are small houses of certain people. Chihure futi ichocho chemhando yepamusoro, uri permanent hure reumwe munhu

Chihure chinodhura anababa, Kumba you need to make sure kuti you have attended to all the family needs like rent, food, school fees. Ukuwo kusmall house unenge une headache coz kune munhu anenge achida attention. Anenge achida kubhadharirwa rent, kugadziriswa musoro, kupihwa attention.Saka murume anoita zvechihure afanana nechimodho chinenge chichiti kumusoro chiri kutsva pasi chiri kutsva.

Nhasi ma Amen mashomaka, coz tirimumadomasi ako? I'm a Son of the Kingsaka ndapinda zvangu ndisina bhutsu.
Dare Revarume: Chih*re Chinodhura Akomana
Dare Revarume: Chih*re Chinodhura Akomana

Kune varume/vakadzi vanofunga kuti kunze uko kuri nani but let me tell you I think waunaye iyeye is the best. Maintain him/her then work as a family grow together muchibatsirana. Makonana tauririnai munzwisisane and move on neupenyu kwete kuhura. Chihure chinoita kuti ufe uri rombe. Imagine uchibhadhara $20us kupinda mulodge for few hours. Kune manwe malocation $10us or $20us is enough to pay rent yemwedzi wese paroom uchigara nemhuri yako asi umwe anongo bhadhara lodge for few hours vemalodges ndovotoita mari newe.

But ngatimbodzamisa pfungwa. Vanamai nanababa do u know kuti at most sex cannot last for more 30minutes but munhu anoshinga kundopa varidzi velodge $20us or more asi sex yaari kundobhadharira lodge iriko kumba kwaanoiwana without wasting money.

Pano haushayi mhomho yevakadzi varikubhadhara lodge pano. Kusangoda hedu kuporofita nemazita but unoziva kuti ndozviziva. Munhu wauri kuhura naye anongori nenhengo yesikarudzi yakangofanana neyemukadzi/murume wawasiya kumba. Apart from that you give yourself extra homework iri unnecessary. Wapedza kutaura nemunhu wako pafoni uchapedza nguva uchidzima mamessage aunge wataura naye. Foni kungoringa uchigeza uri kumba hana inorova kuti dai yarega kudaro yafonerwa neside chick renyu. Apa busy kuisa password or pattern kuri kuda kuviga chihure.

Do you know kuti munhu anohura haana peace of mind. Anogara achingofunga kuti pamwe ndichabatwa or zvandinoita zvikabatwa ndichadii. Vamwe vanopedzisira vapara mhosva dzakaita sekuba nechinangwa chekuda kuwana mari yekufadza wauri kuhura naye. Mumwe akawana basa raari kushanda right now nekuti ihure remukuru wepabasa paanoshanda asi kumba wakanyepera murume/mukadzi wako kuti ndakapasa interview ndosaka ndakawana basa.

But mumind mako hauna peace of mind coz uri kuti dai zvarega kuzikanwa marriage ingaparara. Kuhura kunodhura. Imagine wapedza mari yakawanda muchihure hure rako rotendeuka roti shaz handichaite zvechihure ini

Iyezvino wabhuruwara kana iri shop yakabhuroka apa haudi kuti mukadzi/murume wako azive kwakanyurira profit u see kuti unozvipinza jere nekuda kwechihure.

Share This Teaching with everyone you know

Ndapedza kwanhasi but ndichazobata nyaya yacho yese in the near future.

Anonymous

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Tik-Tok, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp