CHEATING WIFE: 20 Zimbabwean Women Confide Why They Are Cheating

CHEATING WIVES CONFESSIONS AND EXPLANATIONS


Please give your judgement only after reading through!

By Mike Pasi

Each group ndaida vanhu more than 100 vekuita interview. Today I am bringing to you results from the first 20 Cheating Wives among a lot who have so far come through:

Cheating Wife 1

“ I cheat in order to make ends meet. Murume anouya nekamari kashoma mumba, he has been unlucky with jobs in Zim and paanowana pacho mari yacho haikwani transport chaiyo. Akangorega kukwira ZUPCO zve one week chete mumba yatove nzara. I am cheating with 4 boyfriends and zviri kubatsira”

Cheating Wife 2:

“Mukoma ini I now cheat because murume wangu has been cheating on me like no man’s business kubva our 3rd year in marriage. Smtimes he would cheat even na maid wemunext line. So I am now cheating on him with many men. I also cheated on him with his best friend because akandirwadzsa”
CHEATING WIFE: 20 Zimbabwean Women Confide Why They Are Cheating
CHEATING WIFE: 20 Zimbabwean Women Confide Why They Are Cheating

Cheating Wife 3

“I cheat because murume wangu ahadi kuudzwa zvaasiri kugonawo pabonde.Ndi Mr Know-It-All yet hapana chinozikamwa. Ukada kumuudza otopopota. So ndosvikepi iye munhu asingagoni, hautundi, ahadi kuudzwa. Found myself a ben 10 and I am now satisfied”

Cheating Wife 4

“He has very monied murume wangu mukoma Dambudziko riripakuti he thinks money ndiko kukwira mukadzi. He is away more of his time chero zvemwedzi achiita madeals ake. Chokwadi mari inouya zveshuwa mukoma refu but ndokwirwa nema USA here mukoma? So I seduced his driver and we have been having bonde since 2015”

Cheating Wife 5

“I don’t know kana kuri kucheater mukoma. Handisati ndambosourcer bonde out. What I did after 15 yrs of marriage pasina kutunda not even 1 day zvaro I shared nevamwe and someone advised me to buy a dildo. The day the dildo arrived ndakarishandisa ndikatunda for the first time in my life and eversince ndinorishandisa ndichitunda.Handichina basa naye. I just thought I would share nemi so you classify kuti is it cheating or what”

Cheating Wife 6

“ Ndauyawo kuseri mukoma. He cheated with my sister the younger one to me and I cheated with his brother the younger one too. Too bad he is only 21 and I am 41. But ndokuti munhu adzidze.The younger brother now wants it everyday ndopane dambudziko chete of course I will stop hangu once ndanzwa kuti I have revenged enough. Varume makapusa sitereki.Murimbwa. I am very bitter. I used condoms 6 times chete iko zvino babamunini ndovapinza yakadaro handigezi iye anosvika kupinda mumasperm ababamunini imomo achiti hanzi watota . Muri imbwa mukoma nevamwe venyu saka ndakuitawo zvembwahadzi. Chero ndikaita nhumbu I don’t care. Ndakwarwadziswa zviri painful. Munotipa hasha.Ndakatadzei sure inini kuti munhu arare nemuninina wangu? Ndidairei?”




Cheating Wife 7

“Hi mukoma Thank yu so much for this. Ini I cheated because he goes away for a long time kubasa outside the country toonana kamwe pagore munaDecember. Ndichiri mukadzi wechidiki. Haribikirwi bota. I have one constant boyfriend hangu akaroorawo so we understand each other”




Cheating Wife 8

“ I began cheating when he began beating me last year”

Cheating Wife 9

“ Ndanga ndina ex wangu akandibvisa humhandara, this one mukoma aive nenhengo hombesa. My hubby ane kagwishu handina zvandoonzwa ini. So I frequent my ex place for memories”

Cheating Wife 10

“Makadi mukoma , tinofara. Anoda kudyiwa nhengo ndomudya asi kuti ndichiti ndidyewo beche oramba.Akabvira kare kungopa maexcuse. Nekuda kwekungonzwawo vamwe vachiti zvinonaka zvinonaka zvinonaka I ended up ndati workmate andirongerewo anogona kudya kwacho ndikamuona. So I cheated just for experimenting kudyiwa nhengo and feels good kutunda nekudyiwa nhengo. Ndicharegawo kana vekwangu vakudyawo otherwise ndongoita basa rekudya munhu iye asingadiwo kundidya here”

Cheating Wife 11

"Makadii mukoma thanks for the programme may be varume vachabatsirikawo vakaona zvinoita vakadzi tibude mumba. Ini was a good woman kutaura idi rangu rese mukoma. Ndina kucheater chero one day for 11 yrs in this marriage.Ndakatanga kucheater after discovering kuti reasn hy huubby aisatunda mandiri is bcoz aibonyora 3 times a day.Imajin iye munhu akaroora.Ndikamubvunza abt it akabva andiita threaten so feeling kuti handisi attractv uye handinaki made me try outside and to my surprise vanotunda vachibowa vese.Ive two boyfrends so after all ndinonaka uye im attractiv"

Cheating Wife 12

"Murume wangu ndewekugara asipo achingofamba kunze kwenyika and kana aripo angori busy pamachine wake so im cheating for fun kana asipo ndoenda kuboyfriend and boyfriend anondipawo mari yandinotobatsirikawo bcz hubby smtimes hubby ane asinawo. And with boyfriend we agreed kt no bonde tongoita romance ndomudya nhengo kusvika atunda hes fyn with it coz kupinda ndichiri kutya pamwe ndakaiswa runyoka kikikikikiki"

Cheating Wife 13

"I cheated on my hubby of 25 years nekuti aiva neBP and yaimuka once in a blue moon.Ndaichengerwa zvekuti ndigare ndakagera musoro , no make up and ndaisafamba ndega. Aitondipa munin'ina wake kuti andiperekedze.Ndakapedzisira ndararwa nemunin'ina iyeye"

Cheating Wife 14

"Hi mukoma, ndaonawo nyaya dzemadzimai idzi, its true varume vanoita kuti tisavimbike kazhinji., inio ndine 51 yrs but chinonzi rudo ndakatopihwa or ndinotoruwana kunze kwemarriage, mumba zvakaramba, ndaisaziva kudiwa in general hapana chandonzwa ini kana ndine murume wangu,hatigeze tese, hatiite bonde husiku anoda maskati chete ukati ngatiite anoti mira kuedze and ukapa complain kuti hapana chauri kunzwa anobva aramwa kwemwedzi wese.Saka ndakangobudawo.Ndinongokwirwawo newandawana ndongozvinyararira.Apa ndilawyer.But varume taurai navo, ndoda kunakirwa ini iye haatorina basa nekuti ndatunda here saka ndikoko, ndotohura, ask more ndikudzei"

Cheating Wife 15

"Ini ndakatozocheater ndaona kuti ndingatofa ndisina kunakirwawo.Aikurumidza kutunda, kungoti pinzei ototunda ukada kutaura naye wotukwa uchitukirwa mai hanzi usada kunditonga ini aaaaaa regai ndimbonzwawo dzimwe wanike yoooowe vamwe vezera rangu vari kuzipigwa"

Cheating Wife 16

"Hanzi hakuna mukadzi anofanira kutanga murume pa bonde rega ndikutange chete ini.Apa unotangwa wakaneta or uine hope pamwe pacho uchtorwara hanzi ndipe babes wangu.Nhaka. So ndakazobudawo kune vanoda kutangwawo kana uine zemo and zviri kuita"

Cheating Wife 17

"I want ma experiments mukoma like my favourite ye 69. Murume wangu for two good years anoti haaide hanzi one iyoyo yemisionary itori bhoo so kuita bonde kwacho kwakobhohwa decided to find a modern man anoziva zvaari"

Cheating Wife 19

" My reason is simple.Haadi kundidya nhengo saka ndakatsvaga anoda kundidya"

Cheating Wife 20

" Maswera sei mukoma ndauyawo panyaya yecheating.Ndiri one of vakadzi vari kubuda mumba.I work kune rimwe basa riri very highly paying so the manager loves me zvekuti hanzvadzi zviya.He sees me as his sister.Saka rimwe zuva murume wangu akauya kubasa weekend ndobva atanga kupopotera manager achiti uri kuhura nevakadzi vevanhu unoda kurohwa akamubata collar akamusundira kumadziro.Manager ndobva Monday ati kana murume wako asingade kuti ushande pano we have no option but kuti marriage yako ichengeteke so we will prepare package yako. Zvakandidzimba because murume wangu doesnt keep the family at all.ndakazoti ndoda kuvaona titaure and after everyone went home ndakavabvisa bhurukwe by force ndikavati lets do it.Munhuwo anogara kure nemukadzi so zvakavakurira and he got inside me tikaita ,from there its game on"

Bishop's Note: No matter what the reason, cheating, either by men or women, adults or children is both unacceptable and is a result of your own personal choice. You can choose to allow God through the Holy Spirit to work in you to build a strong self-control mechanism by the Word of God. Be wary of demonic spirits from the waters that have been unleashed against marriages and relationships inthese last days. Cheating is a NO No and will be judged here on earth and after death! However, no matter how many times you have cheated, God still loves you and wants to restore you, TODAY!

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Tik-Tok, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp