Bitterness

BITTERNESS...


Bitterness ibundu kana kuti chironda chiri mumoyo chausingatendere kuti chipore. Bitterness inowanika kazhinji kumunhu atadzirwa wotadza kuregerera. Inovepo nekuda kuchengetedza record of wrong and grudges.

Munhu akatakura bitterness anogara akatsamwa, anogara akashatirwa uye aiine hasha nekuti inotora mufaro nerugare rweakai takura. Inokuvadza iwe wakaitakura kwete akatsamwirwa. Inoita kuti uvenge uve negodo neshanje nevanhu.

It causes you to hate even vanhu vasina kukutadzira just because people are talking and laughing nemunhu wauri bitter naye. Inoita kuti usafare kunyangwe wawakatsamwira achifara kana kuseka. Unorwadziwa kuti ari kutofara zvake ini ndakamutsamwira and most of the times, munhu wauri bitter naye anogona asingatozive kuti akakukanganisira uye kuti wakamutsamwira.

It makes you rejoice and be happy when the person you are bitter with is unhappy or facing challenges.

You desire and always wish them bad things and pain.

Inoita uone zvakaipa mumunhu/ vanhu vawakatsamwira nyange vakaita chakanaka sei hauzvione nekuti mumeso ako akashatisisa.

Even they are right you won’t support them but instead, criticize them and want them to look bad even to other people they have not wronged.

Bitterness can transform a person into being a witch.

Mumwe anototsvaka mushonga wekukuvadza mumwe.

Bitterness yakaipira kuti inodya nekukuvadza akaitakura.

It makes you think about the person you are bitter with unnecessarily.

The person occupies your heart and mind.

Hauna chakanaka chaunoita.

Bitterness causes anger, wrath, stress, wrath, and depression.

Unorwara mupfungwa nemunyama.

Ulcers, BP, headaches. Vamwe kusvika pakupenga chaipo.
Bitterness
Bitterness

Inoita usadike, you end up having more enemies than friends.

Let's learn to let things go, forgive and forget.


Kana takatadzirwa ngatitaurirane tokumbirana ruregerero and move on.

Tikazviregerera zvakakosha nekuti tazvisunungura zvichibatsira iwe.

Tinoona sekunge tikaregerera tajaidza munhu but tinenge tazvigonera isu.

Uye pamwe pacho tinotadza tisingazive we must not assume kuti atadza atozviziva kuti anditadzira kazhinji anenge asingazive. Tikaziva kuti zvataita hazvina kufadza mumwe wedu lets apologize than kuti aahh saka watotsamwa zvinotsamwisa izvozvo? A small thing can cause one to be bitter. Zvimwe zvatinofunga sezvisina basa can be a big deal to someone.

1 Chronicles 4 V 9, 10

Matthew 6 V 12

Muparidzi 7 V 20-22

Madaka ngatisiyei tisunungurwe pamunamato yedu. Zvimwe hatipihwi zvatakumbira nekuda kwebitterness yatinayo.

HAVE FAITH IN HIS WORD AND KEEP ON PRAYING.

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Tik-Tok, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp