Aunty Rhoda: Mudzimai Nekuchenesa Musha


Saga rekuchigayo rinogezwa madzimai.

Bin remarara rinoiswa domestos rogezwa kana tarasa marara.

Uchimuka open windows imba yese before u do house chores.u close later.mhepo yamaksni its very fresh.

Ma window anogezwa kwete kuona mhororodzi nepa lace curtain.
Aunty Rhoda: Mudzimai Nekuchenesa Musha
Aunty Rhoda: Mudzimai Nekuchenesa Musha

Iro curtain ngarigezwewo.tivewo nema curtain rails kwete curtain riri pachipikiri.even tichi lodger.we ask for them kuna landlord vatiisire.

Madandadzi mumba ngaabviswe.ne further duster.

Gumbeze rinogezwa every month roiswa star soft.we sweat takarara ndosaka mudzimba medu muchizobuda smell chero tatsvaira igumbeze mama

Wardrobe haisi storeroom.let go of empty perfume tins or lotion bottles.ma pegs ku peg bag not mu drawer.

Paint Walls kana mari iripo once in 5yrs (light colours kwete anoitisa dull mumba)kana kukwesha ma doors nemadziro.

Butsu dzabviswa hadziswere pachivanze ana mama.ngapave ne a small bucket rekuisa butsu pa door.

Washen haiswere panze.tikagara gara topindura dzikurumidze kuoma.dzisanetse ku ironer.

We dnt mix colors when washing

Ma bed sheets 2 days gezai achene asati awanda tsvina.

Lets encourage our hubby and our kids to bath before we sleep.magumbeze agare akachena

Mu fridge munoda order.buy small lunch boxes for left overs.also finish left overs before u cook other meals.

Buy neat plastics for packing meat.kwete kuita lobels mu fridge or black plastics.

Mapete ngaafiritwe.kwete kutambirwa ne smell ye wet yema pete mudzimba dzedu.

Ngapave ne cup or tumbler yekugezera mazino.not dze tea or tumbler inonwirwa drink

Kana tabuda mu toilet lets open windows.

When interacting with others avoid kubata our noses.kuisa maoko muhembe.kubudisa tumate tuchinaya naya.Also kutsenga.mukanwa ngatiedzei kuvhara.

Bucket rekugezera ngarikweshwe.evry week.(mix handy andy,domestos ne omo,make a thick paste)

Midziyo mukitchen ngaive ne order.(simple is nice madzimai) amwe ma colors ari so heavy anoshatisa mumba.

Dishtowel rapedza dryer ma plates wash it risazochinje color

Once a year use jik and dish washer, on all your white cups and dinner plates to whiten then.u sock them in warm water hrs.

Every week do thara in your kitchen unit.ukadaro u know midziyo yako yese.ende haubirwe ne vaskana or kupunzirwa nevana ukasaziva.mukadzi ziva imba yako corner to corner chero midziyo ikawandisa sei kwete kufungidzira.

Muriwo unoda kunyatsochekwa.Grate tomatoes.Grate garlic.others make small sizes for Soup.Tomato haridi kuita tambo pamusoro pe rice.Royco or Knorr zvinoda kukwata.

Mugoti hauroverwe papoto kana tichibika.its irritating.Mugoti haunanzwe.When u want to taste pakura woisa mu sause.

Hatibikei nekajira pa side.to clean ma spill over.

Pa yard ngapatsvairwe ana mama.masora achekererwe

Ma pants ne ma braa ngaave ne number iri manageable.kwete kuzobirwa onoshandiswa kutotadza kuziva kuti pant rakati ndarishaya.

Ndadzokorora zvekare.Vana ngatirarei vakageza vese.akarwara husiku madzimai tinomhanya sei kuchipatara.

Tisave nenguva yekuzorora mudzimba madzimai.kutsvavaira kunge panouya vaenzi evry day.

Men enjoy to bring their friends mumba kana makachena.Vanotemba nesu.

Varume vanoda kubuda nevana vedu kana vachigara vari smart vakarukwa misoro vasinganhuwe wet.

Vana baba ngavaite ivo vaenzi vedu vekutanga mumba.smart itangire mumba kwete mutsoka.

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Tik-Tok, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.