Aunty Rhoda Is Back!: MaNotes Kumurume Wako Mwan Waahanzvadzi
Makadiiko madzimai. I-iii aunty venyu vanga varwara. Ko kusambonditsvagawo kuti aunty vaita sei? Anyway am much better now asi zvichiri kumborwadza. Thanks Bishop namama nekundinamatira. Zvinoita chete. Ndati timbotaura tega hedu pamusana pemurume wako:
1. Dress to kill (for your man)
Mrume wako ngaakuone mumwe musi uchiita kunge une rwendo nekuchena or makeup (kana uchiida) kwete kukusvikira uchiita kunge munhu ari kubva kunokohwa minzwa every time.
2. Bedroom apparel.
Zvipfeko zvemu bedroom haasi mazi skirt nema t-shirt ebato raunofarira.
Invest in mini skirts, bum shorts, lace panties, fitted bras.
Haikona kupfeka ma underwear anzwa nekubvaruka or akadhamba.
3. Sleeping Time
Usaende kunorara uchinhuhwa nekunama dikita weduwe.
Mazino ngaagezwe before bed time.
Don't discourage your man to kiss and romance you nekuda kwehuyanga hwako.
Madzimai zvekurara takasunga mamwe mazi doek asinganzwisisike takazvionepi.
Sunga doek rakanakawo kana wakurara or kuisa net.
Kwete doek rekunge munhu akatsiga rovambira, murume anosviba moyo.
Aunty Rhoda Is Back!: MaNotes Kumurume Wako Mwana Waahanzvadzi |
4. Pakati pema bums panozorwawo mafuta mashoma kwete kuti ukadai munhu anoona shena yega yega
5. Usatorwe mapics uine ma background asingaite, kana mrume anonyara kuriisa se profile pic.
Torwawo mushe, wakakama msoro, usina mabori.
6 Baba ngavabikirwe.
Imi munenge mapona nezvimunya kuseni moda kuti baba vadye na1pm. Mrume ngaabikirwe munhu wozoburitsa hembe dzako baba vachidya.
7. Tiri pakudya ipapo
Usabike one type of meat or meal nekuti ndiyo yaunoda, chimbobikawo zvinodiwa na baba.
Kwete pork everyday nekuti ndiyo yamunoda, vabikirewo zvavanoda. Hazvina kana mweya wetsvina kumbogocherawo daddy nyama mu oven. Wovapa ne cold drink.
8. Food presentation
Usapakure kunge munhu ari muhondo.
Take your time and dish chikafu chinopa munhu appetite.
Dzidza garnish, dzidza food shaping(kana vachida rine shape)
Chikafu chisaite overflow mu plate.
Be neat.
9. Baba kana vakadeedza munhu kuimba yemukati, haikona kupa ma excuse akawanda wanda. Heee washing yangu haizoome.
Ndimbomenya ma potatoes
Ndimbokwesha tubhutsu utu.
Iweeee!
Do you know kuti mrume wako aka releaser mbeu, ziso rake reruchiva rinodzoreka coz arasa huturu.
KEEP HIS TESTICLES EMPTY AND HIS TUMMY FULL
10. RESPECT AND PEACE
These twins anodiwa nemrume kwete mbichana.
Usaite rough
Usamutongese tongese
Usatsure tsure kunge une mwana wechikoro
Usamutemese msoro
Kana paine zviri kunetsa, ngapaite nguva yekutaura nyaya dzacho kwete kuti every day pane kanyaya.
Have a wonderful and blessed day. Amen.
Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship
Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Tik-Tok, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.