Aunty Rhoda: Anatete Rairai Vana

Vana tete muraire vana vahanzvanzi umwe akasaver amwene vake mufoni kuti gakanje.


Aenda kunogeza ndobva foni yasara ichirira murume achinotarira ndobva aona kuti pakanzi "gakanje" akati zvino ndazvibata zvikomba paakanodavira akataura akazobvunza pekupedzisira kuti ndiani mai vakati asi hamusevhi number dzangu?
Aunty Rhoda: Anatete Rairai Vana
Aunty Rhoda: Anatete Rairai Vana

Murume haana kuda kuvabudira pachena chaakangogona ndechekuti tichazofona mhai.mkadzi auya murume akati gakanje afona sweetheart zvikanzi gakanje ndiani zvikanzi mufonere tihwe kuti ndiani zvikanzi hamuna kutaura naye zvikanzi ini handitauri namakakanje ndotaura navanhu.mukadzi aka4na mai vakadavira nemufaro mukuru vakataura vakapedza.murumeakati chindiudza ndava kuvhunza iwe kuti gakanje ndiani zvikanzi sorry.murume akati sorry isorry ndati gakanje ndiani gakanje arinzi sorry chienda hako unogara nevanhu kwenyu usiye mhuka dzakadaro.mufaro kwamuri.

Kwenyu makasaver kutii vamwene venyu ngatitendeke

Huyayi tikurukure nyaya iyooo , murimi munoitongawo seyi.

Mwari vatibatsire tidzidzise vana vedu kuti unoparadza imba yako nekanhu kadikidiki.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Tik-Tok, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp