VARUME INZWAI..!!


Paya mapedza bonde nemukadzi wako. Usamuite afunge kana kuona sekuti wamushandisa. Kana kuti afunge kuti chaunongoda kwaari isex.

1.. Kana mapedza bonde zviya. Usamhanyire kubuditsa nhengo yako sekunge wanga uchigofa nyoka mumwena. Wanawo nguva yeku gumbatirana nemukadzi wako zvinomuita anzwe kuve pedyo newe.Uchimuzivisa kunakirwa kwawaita iye achikuudzawo zvaanzwa. Kana asina kuguta..mboro yako ikaramba iri mukati make ichidziirwa inokasira yamuka. Moita futi.

2.. Usamhanyira kutora fon wotanga kubaya baya. Wanawo nguva yekuramba uchimu kisser nekumubata bata. Zvinomuita aone kuti wanga usiri kungoda kutunda wosiyana naye.
18+: My Boy, Usangoburitsa Kunge Wapedza Kugofa Nyoka, Ita Mushe
18+: My Boy, Usangoburitsa Kunge Wapedza Kugofa Nyoka, Ita Mushe

3.. Dziisa mvura yekuti ageze or mugeze. Kana zvisinga kwanisike. Tota chijira chekupukutisa. Womupukuta akarara manhede achitura mafemo. Wanawo nguva yekupenengura paunoisawo mboro yako uzive chimiro chapo. Zuva rino chinja chimwe chinhu kunhengo yemukadzi wako. Unokasira kuzviona mokasira kutsvaga zvekuita.

4.. Siya tsika yekumhanyira kukotsira. Rezvana nemukadzi wako. Mugumbatira uchitenda kunakirwa kwawaita nekumuudza kuti unomuda uye unotenda kuti akasarudza iwe out of varume vese vaimunyenga. And nzwisisa kuti everyday mukadzi wako anoita decision yekusarudza iwe nekuti paangobudira anotonyengwa chete.

5. Kana huri husiku.Radzika mukadzi wako. Usangoti kupedza nekufuratira. Mukadzi anoiswa musoro wake pachest pako. Uchimuudza nezvekunaka kwake pachiso,moyo nepabonde. Wotanga kutamba nenzeve dzake nemazamu ake uye kumupuruziva dumbu kana kutamba uchiita seunoverenga zvigunwe zvake. Kusvika arara.

Varume nzwisisai kuti vakadzi vanoda

AFFECTION(kuratidzwa care and love) more than sex. Ukamudaro uchaona kuti kuda kwake bonde newe kunowedzera. Nekuti mukadzi wese anoda kuziva nekuudzwa kunzi anonaka.

Ipaivo hanzvadzi dzenyu.

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Tik-Tok, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.