Hama Dzakanaka Asi Ngadzisakuurayire Marriage: Aunty Elizabeth

Musaurayirwa dzimba nehama dzenyu dzine ma failed marriages.


♦️Musha is build by 2 people husband and wife. If you are doing well you surely have a supportive spouse.

♦️If you have an organised spouse people will say unotongwa. Ivo vasingatongwe vakaiteyi.

♦️ They will tell you vanoda iwe nevana vako asi spouse yako havayide. Thats witchcraft, unless kana akaita something really bad. Wako akauraya munhu here?  Vanoda kuti urambe mumwe wako uyite rombe

Hama Dzakanaka Asi Ngadzisakuurayire Marriage: Aunty Elizabeth
Hama Dzakanaka Asi Ngadzisakuurayire Marriage: Aunty Elizabeth

♦️ Word of advise dont tolerant munhu anoratidza clear intentions dzekuti spouse yako iri bad. If you are happy ita zvelife yako 

1. Check life yevanhu ivavo usually  they are not happy.

2. Kunyepera kungwara chete but kana vari mumba mavo havasimudze kana musoro

3. Usually spouse yako anenge achiita zvinhu zvakanaka  they want to block that 

4. They also want to control you kukuita pappet yavo iwe uchiti kudiwa

5 Vari pa mission to destroy your family.

♦️ The more you continue in this confusion the more your  spouse will move away from you, the more you will be left alone

Marriage is built by God and if the 2 of you are happy remain that way. 

Those who can't cope with your life let them be

Please work on your marriage don't destroy other peoples marriage 

Ndapota tatambura  nema failed marriages arikukonzerwa memi munozviti hama dzinoziva. Maita dambudziko mamarriage counsellors, vafundisi vana Bishop Sibiya namai variko wani! Let us say no to divorces.

Izvi hazvidi munamato zvinoda munhu ayite zvehupenyu hwake. Ukawona hama yako ichigara nemunhu it means ari happy siya zvakadaro unless there are life threatening situation, violence and cheating.

Pass it to all groups tibatsire mhuri dzaparara.

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp