KWEDU KUMUSHA KUNE GOMO RINONZI Nyabako tichibva kuDatata takuenda kuBingaguru ukariona ririkure rinenge riri re blue blue neka green green.
Ukazosvika ikoko unoriwana rine miti yegreen. Uri mugomo iroro ukanotarisazve kumusha kwawabva unoona kwakaita green nekahu-blue kaye. nemiti yakakomba misha. Ndirikutii kudii apa Mukadzi wako igomo mukadzi wekumwe/girlfriend igomo zvekare
![]() |
Dare ReVarume NaSekuru Mbambamba: Vakadzi Igomo Chairo |
Ane dambudziko ndiwe inhau yemaziso ako unoyemura zviri kure kana wave nazvo unozoona kuti zvakafanana. Murume wepanext door arikutochiva Mukadzi wako iwe uri kutochiva Mukadzi wake. Pamunozogara mese ndipo paunoona kuti wako uya akange ari right
Varume namatirai maziso enyu mukasadaro mucharwadziwa nemakumbo kunoona blue yamasiya mumba. Chenjerera uchasiya mukadzi uchinotsvaga mukadzi, hapana musiyano paye mzaya. Ehe icho necho zvingasiyane asi MUNHU MUNHU!
Have a wonderful and blessed day. Amen.
Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.
Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
0 Comments