China Chemadzimai NaAunty Rhoda: Single Moms Vanoda Kuroorwa

SINGLE MOTHERS WHO WANT TO GET MARRIED AGAIN


Usanyepe kuti hauna vana. Anokuda anongokuda zvakadaro

Usatange nekupa munhu sex uchiti since ndisisiri mhandara. + sex doesn't keep a man, love does.

Usaite zvevanhu vane vanhu vavo, pakadaro you will always be plan B yemunhu.
Usadanane nemunhu nguva refu usati waratidzwa kuhama chaidzo, unopedzerwa nguva pamwe ari married.

Usatange kuita ma sacrifice hobho hobho kumunhu usati waona kwazviri kuenda. Mamwe ma conman are dating ma single mother achimumora sehuchi.

Usashandise mshonga kuti munhu akude, ukatoina zvave zvemshonga ziva kuti hazvis zvako.
China Chemadzimai NaAunty Rhoda: Single Moms Vanoda Kuroorwa
China Chemadzimai NaAunty Rhoda: Single Moms Vanoda Kuroorwa

Fall in love with your heart but don't forget to take your brains with you, usabva wanyura murudo zvekutadza kufunga neku reasoner.

Regera kubva wazvibata junk iwe uchiziva kuti you want to attract love:

-geza

-chena

Usagare wakazvivharira mumba, position yourself panzvimbo dzinoonekera. Hazvireve kuti famba uchi seducer vanhu, but usagare kwekut hakuna anokuona.

Don't introduce him kuvana vako too early unless you are sure kuti zvine kwazviri kuenda. You don't want to confuse your children kuti nhasi varatidzwa uyo, tomorrow uyo, kuswera mangwana uyo

Do not sacrifice your children for the sake of love. Tomorrow you will need them but ukavabata zvisina kunaka nekut wane umwe murume, vanogona kukurasa mangwana

Usarare newese wawangodanana naye uchiti hausi muskana hazvina basa, you lose value, you attract demons + unogona kuita mimba ukasiiwa.

Kuzivana ma HIV status kunokosha. Kana iwe uinayo HIV usavanzire umwe. Ngaaite decision yaanoda achiziva chokwadi.

Don't show desperation and vulnerability. Zvekuti ndiwe wakutoita take take nemunhu. Give room for the man to chase you.

Trace your foundations nechakatadzisa imba yekutanga kuti chii. Kana yanga iri divorce, learn from it, the mistakes the 2 of you made and correct.

Seek deliverance if you suspect kuti chinokuburitsa mu marriage mweya yetsvina. Vana Bishop Sibiya vanogona kukubatsira. If it is a spiritual husbands tenga kabhuku kavo, How To Overcome Spiritual Spouse, kabatsira vakawandisa vachiroorwa or ende ikoko or kuchurch yenyu for deliverance.

Do not ignore ma red lights aunenge uchiona pamunhu wako, mangwana unoziti asi ndakambozviona but zvinenge zvisisabatsire.

Have a wonderful and blessed day. Amen.

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp