Vatendi, Sei Zvichidaro?

Sei munhu akanyeiwa kuchurch achiramwa church ,asi akanyeiwa kubasa hariramwe sei ??


Sei vatendi vachinonoka kuchurch asi kumabasa vachikurumidza sei ??

Munhu akadamwa ku interview anopfeka zvakatsiga asi kuchurch anouya akashama sei ????

Sei zvirinyore kuti munhu asadya mutupo asi achidya chegumi sei ??
Vatendi, Sei Zvichidaro?
Vatendi, Sei Zvichidaro?

Sei zvirinyore kuona movie 4 hours asi zvichiremera mutendi kunzwa mharidzo 1 hour sei ???

Sei mutendi achiti akada kuverenga Bible hope dzobata ,asi akada kuverenga novel hope hadziuye sei ???

Sei kana uchitaura nemukadzi wako pafoni it's just 2 mins wototi airtime yangu yapera asi kana iri girlfriend chinopera ibattery. Sei?

Sei muchipa too much attention kuchipfambi asi mumba musina kana attention. Sei

Sei zvichifadza vanhu kudanwa nemitupo yavo asi zvisingavafadze kudanwa nezita raJesu kunzi makristu sei ??

Sei zvirinyore kuvarume kuenda nefull chicken kusmall house asi kumba kwake achienda nefull cabbage sei ??

Sei vatendi vemazuvano tichitya kuti ndikaita izvi vanhu vanozotii asi tisingatye Mwari

Mwari ngaatibatsire zvokwadi

Kuda kuzivawo kuti sei ZVICHIDARO sei ???

Have a wonderful and blessed day. Amen

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp