Mukadzi simply may be divided to bring forth and mean "MUKA" uti "DZI" ..


Ladies in every situation do not give the devil room to watch you uri devasted kana kunga sewapererwa. Muka uti dzi & stand your ground .Mauri mune simba zvokuti Jesu chaiye akazviona kuti iwe neni we have to be part of the creation.
MUKA...DZI!: China Chemadzimai NaAunty Rhoda
MUKA...DZI!: China Chemadzimai NaAunty Rhoda

Mwana akarwara usati wapa paracet imbotanga waturika ruoko wotaura mashoko pamwana wako ..Mushonga usina prayer unotogona kukupandukira ndopaunozonzwa kuti aka reacter ku paracet ..A closed mouth is a closed destiny, musaitire vana venyu hutsinye pray for your children taura mashoko .bata kana homework book or report book woti wangu mwana haaite dofo ,wangu mwana acharora or acharoorwa .prayer yako semubereki will open doors.

Pray for mabasa ako emaoko, ramba kuchinjirwa zvipenyu uchipiwa zvakafa muhope umu.... muka uti dzi ten minutes hadzo and speak life into everything that concerns you. Cancel all the devil's plots, in Jesus' mighty name.

Have a wonderful and blessed day. Amen

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.