Aunty Rhoda: Kurongeka KweMudzimai Mumba

KURONGEKA KUNOTANGIRA MUZVINHU ZVIDIKI


1. Zama kuita two pairs of sheets or more depending nehomwe, kuitira uwaridze mubhedha nguva ichiripo kwete kumirira kuti zviome, ko kukanaya?

2. Hatidi madzimai anoita kunge vane ma shares ku Dairiboard kana ku Willards. Unoona mumwe akaisa ma toothbrush mugaba re yoghurt . Kana madya yoghurt rasai chigaba. Iyi tsika yekuisa salt ne sugar mumagaba edovi. Zviriko kuma China the right containers for the right item and hazvidhuri futi.

3. Kana Mazoe apera rasai chigubhu kwete kuzadza fridge nemvura iri muzvigubhu zveMazoe. Ma fridge bottles akazara kumaChina.

4. Blanket riya 2 in 1 harisi bedspread. I gumbeze rinofugwa saka rinoda masheets ne bedspread kuitira risanhuwe dikita nekuti hariwachwi pese pese.

5. Kana uchishainisa mumba zama kupfeka chitrauz chisina basa kuitira mabvi asazoite kunge embudzi.

6. Curtain i curtain, Zambia iZambia. Siyai tsika yekuisa ma Zambia pamahwindo. Hazvibudi.

7. Kana tichibuda kuenda kunhamo or kunoshanya itaiwo toilet bag rinenge riine mafuta ekuzora, sipo yekugezesa iri mu soap box, ma perfume, comb, tissues, towel, toothbrush, toothpaste etc. Ukadaro haumboita stranded.
Aunty Rhoda: Kurongeka KweMudzimai Mumba
Aunty Rhoda: Kurongeka KweMudzimai Mumba

8. Kana uchibuda mumba always make sure muhandbag mune mapads, zambia tsono neshinda. Iyi I emergency kit inokubatsira.

Thank you

Amen vanoisa candle pabhodhoro kana mu cup candle stand ichiita dola..

Kana kutenga solar lights zbachipa izvi pane weave or Brazilian hair.

Amen vanochengeta cup dzakadambuka ma handles nema water glass ane ma cracks nema dish ne ma buckets akatsemuka.

Amen vane ma spoon 4.

Amen vanoti kana vaenzi vauya vanomirira vamwe vapedze kudya vamwe vozodyawo midziyo mushoma??

Amen vane zvisukiso zvakaiswa mu cup...organiser ichiita dola

Tikukwazisei vasingatenge mitsvairo vakamirira kukumbira✋

Munofara here vese vanoisa sipo pa window soap case ichiita 50cents🙈

Ko vane mapoto 2 munofungei?

Ko vasingatenge magudza nyaya yenyu ndeyeyi kana vaeni vauya morara makafuga mabhachi?

Vane ma curtain akaiswa ma pegs itai

Vanoisa salt or suga mugaba redovi ✋🏾 apo ma containers acho achiita dola🙈

Vanopakurira poridge mumandiro esadza ma cereal bowl achiita 60cents ✋🏾

Vanokumbira mapegs iwo achiita dola for 30 plan yenyu ndeyeyi muupenyu🤣

Set yema waterglass 🤷 iwe unomwira mvura mucup yesimbi yakabeduka☕

Vanokumbira ma dish ekuwachira iwo achiita $2 Areruya

Vanotsamira pillow dzine ma jean vomuka vachinzwa mutsipa voenda kwa doctor vonobhadhara consultation fee ye $20 apo pillow ichiita $5?

Vasinawo ma dishtowel murikufungei nekuchipa kwakaita- or paper towels now R17 for two

Salt shakers akachipa fani asi hauna

Hupfu, rice, urikutorera mubepa asi ma storage containers akachipa $1.5

Kukumbirawo nesaga rekuendesa kuchigayo here 🤣

Mvura yekumwa iri muchighubhu chemazowe mufridge?

Left overs akaiswa mu plate mu fridge bt ma small lunchboxes anoita 30cents each akagadzirirwa izvozvo zvekuisa ma.left overs

Poto yawakatenga ichidhura unoiuraya uchibakera chimodho asi ma baking tins e $1 ariko

Ma slippers, mrng shoes, zambia, nyt dress chairo hauna aah

Towel rekugesesa rapera basa, toothbrush yadhakwa asi ukudya nenyama

Kurongeka kunotangira pazvunhu zvidiki ufunge.

Daily motivation

Enjoy your Time

Mutiudzewo kuti mabatwa pane ipi yacho apa😏😏.

Have a wonderful and blessed day. Amen

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp