Tinoimbirwa, Tinoparidzirwa Asi Wozvinamatira, Hantie?

Tingaimbirwa, tingaparidzirwa asi kunamata idungamunhu. 


Jacob akati kumadzimai ake maviri nevana vake, yambukai mhiri ini ndichatevera (Genesis 32:22-31). Jacob akasara ari ega. Shoko roti iro ndipo paakazorwisana nemutumwa waMwari zvekutyoka hip achiti "I will not let you go until you bless me".

Ndasvika pandave kunzwisisa kuti some of these battles in life you really need to be by yourself chimbofunga kuti dai madzimai ake maviri nevana vese eleven ivavo vaivepo hapana paaizomborwisana nemutumwa kusvika pakutyoka hip kudaro... vangadai vakamubata vakati siyai mutumwa ayende, munoda zvinhu too much daddy Jacob, asi Jacob anoti endai ndisiyei ndega pano.
Tinoimbirwa, Tinoparidzirwa Asi Wozvinamatira, Hantie?
Tinoimbirwa, Tinoparidzirwa Asi Wozvinamatira, Hantie?

Chokwadi kana wafunga zvedenga learn to separate yourself from people who can easily discourage you. Mira wega uudze Mwari nyaya yako. Mhomho pane payakanaka asi pamwewo zvemhomho izvi siyana nazvo, vamwe vanhu vanokudzosa. kumashure. Usateedzera shamwari.

Ziva nhamo yako ne hondo dzinokuteera Rangarira Jesu, pamazuva ake panyika, all the time ainonamata ega, even muGethsemane chaimo Jesu anoenda an extra mile kunonamata ega...achisiya vadzidzi vake. Hama yangu hupenyu hwako uhwu hwakutoda kuti uite separate yourself from the crowd and pray hard. Zvichiita sezvinorwadza, tell God I will not let go until you bless me!

IVAI NEZUVA RINOFADZA NHASI.

Have a wonderful and blessed day. Amen

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp