China Chemadzimai NaAunty Rhoda: Maid Munhuwo!

Today ndichabata about ma maids, nekuti ndiko kwakawandira cheating ikoko. 


Many marriages have been broken because of ma maids. Mhosva dzichibva from both mai nababa.

Chekutanga zivai kuti maid anotori munhu akafanana nemi, iwe chaiye nhasi unogona kusarudza kuva maid. Saka ziva kuti maid anotonzwawo kuda.

And pamba pako ndipo pabasa pake. Usarambidza maid kuita vakomana vaanoda,as long asingazviitire pamba pako. Chese chaunogara uchitarisa, chinoguma chava attractive, saka please,allow your maid kuenda ku off every week, achinoonawo vamwe varume kunze uko,because ukagara wakangomuvharira mu gate mako, the only man waacharamba achiona,is your husband.
China Chemadzimai NaAunty Rhoda: Maid Munhuwo!
China Chemadzimai NaAunty Rhoda: Maid Munhuwo!

Don't allow the maid to have contact nemurume wako eg, cooking and serving him food always, washing and ironing, etc, because mabasa iwoaya anounza vanhu closer. Do those things yourself.Kana basa rako risingakutendere kuita izvozvo,risiye. Kana usingagone kurisiya, gara warega kuroorwa. Marriage is not a part-time job, it's a serious entity, full-time! Be hands-on pabasa rako.

Don't abuse a maid, ndiye the most dangerous person in your life. Ndiye munhu ane access to your husband, to your food, to your kids, even to your property. Saka inzwa kutya. Because if she chooses to revenge, you never know which area of your life she will choose to destroy. So ma maids ma handle with care chaiwo.

Imiwo baba musaita nzara yehuboss zvekutofunga kuti maid mushandi wenyu. Mutorei semwana.Imi hamuna mushandi, mune mukadzi. Maid mushandi wamhamha,not you.Dont give instructions to the maid,dont confront her.Ngaashaye access to you. Kana paine chakanganiswa, confront wako mukadzi,iye ndiye achaudza mushandi wake. Kana uine nzara, tell you wife.Kana uine nyota,udza mukadzi wako akupe mvura,not kuita zvechisahwira na maid.Ndimi munourayisa vakadzi nema maids imi.Vakadzi vazhinji vafa mudzimba,vamwe vakadzitiza dzimba, nekuda kwamaid, zvichikonzerwa nababa.

What is your contribution to this topic? If you have a topic that you'd want other women to hear, please get in touch!

Have a wonderful and blessed day. Amen

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp