Please SHARE: Mutoriro, Guka, Dombo!

Mutoriro is a drug rinonzi pachirungu chrysatl meth, vanorishevedza kuti dombo kana kuti guka.

Vanoshandisa ma globs  ema lights se chikwepa chekupisira mutoriro uyu nekuuputa. Rinowanikwa mu powder uye mupiritsi. Rinokuvadza ma brain cells.

Please SHARE: Mutoriro, Guka, Dombo!
Please SHARE: Mutoriro, Guka, Dombo!


Drug iri vanoriputa vanogona kuita ma weeks vasingarare kana kudya, nekuti kana variputa  rinotumira chiziviso or mamessage kuma brain censors ekuti:

1) Hauna nzara. Vazhinji vanopedza mazuva vasingadye.

2) Urikufara. Vanonzwa kunge varikutonga nyika yose.

3) Unesimba. Kunge vanokunda zvose.

4) Hauna hope. Vatakataura navo vaiti vakaita 5 days vasingarare.

Naizvozvo vanhu ivavo vanogara mazuva mazhinji vasingadyi, vasingarare uye vachifara. Kana rapera mumiviri chavanongoda kuriputa futi zvichireva kuti tave nemunhu asingadyi, asingarare  anongogara ari  (high) akadhakwa.

Please SHARE: Mutoriro, Guka, Dombo!
Please SHARE: Mutoriro, Guka, Dombo!


Mhedzisiro yake mabrain cells anokanganiswa otanga kuvhiringika pfungwa nekuve violent, kuba midziyo yepamba nemari kuti awane kutenga (feeding) habit yake. Munhu iyeye haazokwanise kushanda kana kudzidza kana kugara nevamwe (anti social) nekuti nguva zhinji anenenge ogara kwavanoti kuma base vachiputa neku kuzvifadza. Saka anopedzisira avakuita ma hallucinations, kubvotomoka nekutaura zvisinganzwike kuve (paranoid)  nekuita (psychosis) pfungwa dzinenga dzarasika. 

Please ngatibatsirei vana vasapinde pachinhu ichi.

No to Mutoriro

# Do something

# Pass on the message is an honest and passionate call by Bishop Pride Sibiya to love and help our brothers and sisters who are deep in this drug. Jesus loves us all!

PLEASE SHARE NOW!!!

Receive Jesus Christ today and go to church for spiritual fellowship.

Follow Apostle Pride Sibiya (Bishop: Glory Ministries) on Facebook, YouTube, Twitter, Periscope, WhatsApp, Google+, Instagram, Instaclips, and all social media.

Copyright: Brand Pride Sibiya (tempering with the article without permission of Brand is a criminal offense).
avatar
Bishop Pride Sibiya Online
This Is Bishop Pride Sibiya (www.pridesibiya.com) Official Website and Blog. Pride Sibiya Is An Apostle, Author, Blogger, Speaker, and The Founder and President Of Glory Ministries. Bishop Pride Sibiya
Chat with WhatsApp